album cover
Highway
album cover
Highway was released on March 14, 2022 by Shashl, distributed by Jungle Entertainment Ventures as a part of the album Highway
AlbumHighway
March 14, 2022
LabelShashl, distributed by Jungle Entertainment Ventures
LanguageEnglish
BPM100
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Lyrics

L-Levels (Levels Production)
And it's Shashl taking over
Aye aye,aye ah
Wait and see, parichabuda zuva, victory
Handifambire mudondo ndinofambira mu Highway
Ichava nhoroondo ambodarika nepano
Handingafambire nzira yakamanikana, no
Ichava nhoroondo ambodarika nepano
I am ready kwete kuvhunduka ndoda kubaya dede (yakanaka mota)
Handiite segede mwana gede, always ready (yakanaka mota)
Kukanda madarts ready to shoot
Ah zvikanetsa try again usapinde mugete kete (yakanaka mota)
Handifambire mudondo ndinofambira mu Highway
Ichava nhoroondo ambodarika nepano
Handingafambire nzira yakamanikana, no
Ichava nhoroondo ambodarika nepano
Wait and see, parichabuda zuva, victory
Pachart ndiro zita rangu yeah
Let me drive through ndichiyenda aaah
Handifambire mudondo ndinofambira mu Highway
Ichava nhoroondo ambodarika nepano
Handingafambire nzira yakamanikana, no
Ichava nhoroondo ambodarika nepano
And it's Shashl taking over
Aye aye, aye ah ah ah
I am ready kwete kuvhunduka ndoda kubaya dede (yakanaka mota)
Handiite segede mwana gede, always ready (yakanaka mota)
Kukanda madarts ready to shoot
Ah zvikanetsa try again usapinde mugete kete (yakanaka mota)
Handifambire mudondo ndinofambira mu Highway
Ichava nhoroondo ambodarika nepano
Handingafambire nzira yakamanikana, no
Ichava nhoroondo ambodarika nepano
Wait and see, parichabuda zuva, victory
Wait and see, parinobuda zuva, victory, yeah
Written by: Ashleigh Angel Moyo
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...