Lyrics

Heya hee Beerman tino Aye ye ye ye aye ye ye ye Aye ye ye ye ye ye aye ye ye ye Ndavachenjerera vavengi Hoo Vane godo vanoshora vanopomera Ndinobvuma hongu handisi mutsvene Nemashoko andakataura muchandi reverera Sunungurai moyo wangu ah ah ah mmmm ah ah ah Fambiraiwo nyaya dzangu ah ah ah mmmm ah ah ah Wedenga munotinga ah ah ah mmmm ah ah ah Ini ndashaiwa zvavanoda ah ah ah mmmm ah ah ah Zvamuririmi munoona vachindi nyangira muzvikona Vakaedza zvavakona vakundi vakundi vengera kugona Vanondi tumira zvidhoma vavariro yavo dai ndadonha Vanondiunganira vachindi kutsanira Asi ndichafira chokwadi handinga nyarare no Vanopfeka nguwo yehwayi mukati mapere Ndavachenjerera vavengi Hoo Vane godo vanoshora vanopomera Ndinobvuma hongu handisi mutsvene Nemashoko andakataura muchandi reverera Sunungurai moyo wangu ah ah ah mmmm ah ah ah Fambiraiwo nyaya dzangu ah ah ah mmmm ah ah ah Wedenga munotinga ah ah ah mmmm ah ah ah Ini ndashaiwa zvavanoda ah ah ah mmmm ah ah ah Ini ndakarerwa Ini ndatokura Miyedzo yandakaona yakawanda ndichikunda Pamwe nehondo yandaka sangana nayo Miyedzo yandakaona yakawanda ndichikunda Jesu ndiye lawyer rangu Mhosva dzangu dzaka kodzera kutongwa Ndavachenjerera vavengi Hoo Vane godo vanoshora vanopomera Ndinobvuma hongu handisi mutsvene Nemashoko andakataura muchandi reverera Sunungurai moyo wangu ah ah ah mmmm ah ah ah Fambiraiwo nyaya dzangu ah ah ah mmmm ah ah ah Wedenga munotinga ah ah ah mmmm ah ah ah Ini ndashaiwa zvavanoda ah ah ah mmmm ah ah ah
Writer(s): Tinotenda Prays Gavi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out