album cover
Izwi
991
Music
Izwi was released on May 29, 2022 by Feli Nandi Music as a part of the album Izwi
album cover
AlbumIzwi
Release DateMay 29, 2022
LabelFeli Nandi Music
LanguageEnglish
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM127

Music Video

Music Video

Credits

PERFORMING ARTISTS
Feli Nandi
Feli Nandi
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Feli Nandi
Feli Nandi
Songwriter

Lyrics

Manjenjenje
Iwe
Mune izwi riri mandiri, rinorwisana nerimwe racho
Mune izwi riri mandiri, rinorwisana nerimwe racho, woah
Kukakavadzana, kutambidzana, kudhonzerana
Mune izwi riri mandiri, rinorwisana nerimwe racho
Mune izwi riri mandiri, rinorwisana nerimwe racho (woah)
Kukakavadzana, kutambidzana, kudhonzerana
Musandisiye, ndaita mucheche, ndaita mutete
Mundicherechedze, mundiregerere, mundireverere
Kune varikure hoo
Musandisiye, ndaita mucheche, ndaita mutete
Mundicherechedze, mundiregerere, mundireverere
Kune varikure
Zvinondiwisira pasi, chindunduma ey
Zvinondidzingaidza ah amai
Kudhonzerana, kutambidzana, kukakavadzana
Zvinondiwisira pasi, chindunduma ey
Zvinondidzingaidza ah amai
Kudhonzerana, kutambidzana, kukakavadzana
Manjeni
Ndoda izwi rakanaka
Ndoda izwi rinovaka
Ndoda izwi rehupenyu
Ndoda izwi remagwaro
Ndoda izwi rakanaka
Ndoda izwi rinovaka
Ndoda izwi rehupenyu
Ndoda izwi remagwaro
Chakanaka nechakaipa (hondo)
Chakanaka nechakaipa (hondo)
Chakanaka nechakaipa (hondo)
Chakanaka nechakaipa (hondo)
Chakanaka nechakaipa (hondo)
Chakanaka nechakaipa (hondo)
Sarudza iwe
Chakanaka nechakaipa (hondo)
Chakanaka nechakaipa (hondo)
Chakanaka nechakaipa (hondo)
Chakanaka nechakaipa (hondo)
Chakanaka nechakaipa (hondo)
Chakanaka nechakaipa (hondo)
Sarudza iwe
Iwe
Mune izwi riri mandiri, rinorwisana nerimwe racho
Mune izwi riri mandiri, rinorwisana nerimwe racho, woah
Kukakavadzana, kutambidzana, kudhonzerana
Mune izwi riri mandiri, rinorwisana nerimwe racho
Mune izwi riri mandiri, rinorwisana nerimwe racho, woah
Kukakavadzana, kutambidzana, kudhonzerana
Hondo, hondo, hondo, hondo
Hondo, hondo, hondo, hondo (mwachewe)
Hondo, hondo, hondo, hondo
Written by: Feli Nandi
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...