album cover
Ariko Here
482
Music
Ariko Here was released on May 29, 2022 by Feli Nandi Music as a part of the album Izwi
album cover
AlbumIzwi
Release DateMay 29, 2022
LabelFeli Nandi Music
LanguageEnglish
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM125

Music Video

Music Video

Credits

PERFORMING ARTISTS
Feli Nandi
Feli Nandi
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Feli Nandi
Feli Nandi
Songwriter

Lyrics

Ariko here, ariko here, achandidawo?
Achandiratidza rudo rwechokwadi, rusina manyepo mukati
Ariko here, ariko here, achandidawo?
Achandiratidza rudo rwechokwadi, rusina manyepo mukati (he, he, he)
Ndinoshungurudzika nepfungwa, zviroto nezvishuvo (zvishuvo)
Ndiri pamupanda usina anodudzira, eeh
Munyama here kana ndini zvanguwo?
Dai mandipindurawo
Rudo inga ndinodawo sevamwe, eeh
Zvondodiridzira muhomba usingatumbuke
Zvandodyiwa nemuchenje, ndiri muti munyoro wani
Rudo inga ndinodawo sevamwe
Ariko here (ariko) ariko here, achandidawo? (Achandidawo)
Achandiratidza rudo rwechokwadi (rudo rwechokwadi)
Rusina manyepo mukati (rusina manyepo, ariko here?)
Ariko here, ariko here, achandidawo?
Achandiratidza rudo (achandiratidza rudo rwechokwadi)
(Rupiko?) rusina manyepo mukati aah
Vanotorana mifananidzo, hanzi tasvitswa pano
Isu toti makorokoto, rudo rwemandoro
Kupfumbamirwa kwemandoro, handisati ndamboruona
Inga rudo ndinopa wani, inga rudo ndinopa wani
Asi zvangu zvinoenda nepamwe, nepamwe
(Ariko here) ariko here, ariko here, achandidawo? (Ariko here)
Achandiratidza rudo rwechokwadi, rusina manyepo mukati
Ariko here (ariko here?) ariko here, achandidawo?
Achandiratidza rudo rwechokwadi, rusina manyepo mukati
Manyepo aya
Written by: Feli Nandi
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...