album cover
Sandi Bonde
album cover
Sandi Bonde was released on October 18, 1999 by Sheer Sound as a part of the album Paivepo
AlbumPaivepo
October 18, 1999
LabelSheer Sound
BPM94
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Lyrics

Woshandura mitemo yedu iya yakarekare seiko
Kushandura mitemo yedu iya yakarekare seiko
Woshandura mitemo yedu iya yakarekare seiko
Kushandura mitemo yedu iya yakarekare seiko
Nhaka kuriritira mhuri yasiwa nemufi
Nhaka kuriritira mhuri yasiwa nemufi
Nhaka sandi bonde
(Nhaka sandi bonde)

Wagara wakateya kare munun'na
Kugara wakateya kare irimudanga
Nhaka sandi bonde
(Nhaka sandi bonde)
Wagara wakateya kare muzukuru
Kugara wakateya kare irimudanga
Nhaka sandi bonde
(Nhaka sandi bonde)
Wagara wakateya kare munun'na
Kugara wakateya kare irimudanga
Nhaka sandi bonde
(Nhaka sandi bonde)
Wagara wakateya kare muzukuru
Kugara wakateya kare irimudanga
Nhaka sandi bonde
Nhaka sandi bonde mudhara
(Nhaka sandi bonde)
Nhaka sandi bonde
(Nhaka sandi bonde)
Written by: Oliver “Tuku” Mtukudzi
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...