album cover
album cover
Zoro was released on January 1, 2007 by WFN Distribution (Pty) Ltd as a part of the album Hamungadaro
January 1, 2007
LabelWFN Distribution (Pty) Ltd
BPM144
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Music Video

Music Video

Lyrics

Ndomuudza sei mwana uyu, dambudziko riri pakati pemoyo wangu
Ave pamwe neni Zoro, ndigodada ndichiti dhali?

Zorodzai ndinokuda teerera, dambudziko riri pakati pemoyo wangu
Ndomuudza seiko Zoro? Ndinzwewo ndisatambure

Ndafamba mutunhu uri kure, ndakatakura bango rerudo rweimba yedu
Chindisunungurawozve Zoro, dama rerudo chindipa ndizorore

Chero zvikarema sei, mungayedza zvese zvamunoda, ndewangu chete Zoro
Mungataura zvenyu nemaziso zvamunoda, ndewangu chete Zoro
Kungava kure sei, chitsoka ndibereke ndonotora Zoro
Ndichatokwira bhazi kuenda kure, kure ndonotora Zoro
Ndichatokwira ndege kuenda kure, kure ndonotora Zoro
Kungava kure sei, chitsoka ndibereke ndonotora Zoro
Chero zvikarema sei, mungayedza zvese zvamunoda, ndewangu chete Zoro
Mungataura zvenyu namaziso zvamunoda, ndewangu chete Zoro
Kungava kure sei, chitsoka ndibereke ndonotora Zoro
Ndichatokwira bhazi kuenda kure, kure ndonotora Zoro
Ndichatokwira ndege kuenda kure, kure ndonotora Zoro
Written by: Leonard Dembo
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...