Lyrics

Cook Beats Reproductions Tarirai kunaka kwazvo kana hama dzichidanana Zvinofadza seiko kana tichiwadzana Tichiyanana murudo rwechokwadi Tichidanana zvinodiwa Nashe Kana muchirumana nekudyanana Vadikani ndakumbira murege kupedzana Kana muchirumana imi nekudyanana Hamawe ndakumbira murege kupedzana Rudo haruna muganho (Haungati unoda Mwari) Haruna manyawi (Uchivenga hama yako) Rudo harutsamwi (Waita murevi wenhema) Harutsamwi (Iwewe) Runofukidzira zvose (Uri murevi wenhema iwewe) Rudo haruna muganho (Haungati unoda Mwari) Haruna manyawi (Uchivenga hama yako) Rudo harutsamwi (Waita murevi wenhema) Harutsamwi (Iwewe) Runofukidzira zvose (Uri murevi wenhema iwewe) Zvauya seiko vatendi vanhasi Madzibaba edu ekare idzo mbiri dzekutenda Vakatigashidza kereke chiri chigayo cherudo Kuyanana nengoni zvaiyerera Zvambouya seiko kereke yanhasi Rudo haruna muganho (Haungati unoda Mwari) Haruna manyawi (Uchivenga hama yako) Rudo harutsamwi (Waita murevi wenhema) Harutsamwi (Iwewe) Runofukidzira zvose (Uri murevi wenhema iwewe) Rudo haruna muganho (Haungati unoda Mwari) Haruna manyawi (Uchivenga hama yako) Rudo harutsamwi (Waita murevi wenhema) Harutsamwi (Iwewe) Runofukidzira zvose (Uri murevi wenhema iwewe) Nhasi taishandura kereke yaJesu yava mvuto yeruvengo nekubvamburana Gakava harichapere imi Zvambouya seyi Nditeererei chechi nditeererei Kana muchirumana nekudyanana Ndakumbira murege kupedzana Murege kupedzana Rudo haruna muganho (Haungati unoda Mwari) Haruna manyawi (Uchivenga hama yako) Rudo harutsamwi (Waita murevi wenhema) Harutsamwi (Iwewe) Runofukidzira zvose (Uri murevi wenhema iwewe) Rudo haruna muganho (Haungati unoda Mwari) Haruna manyawi (Uchivenga hama yako) Rudo harutsamwi (Waita murevi wenhema) Harutsamwi (Iwewe) Runofukidzira zvose (Uri murevi wenhema iwewe) Tine hama iya iya yaibvira moto wekutenda Yaishandira Mwari nemoyo wese Hezvo warodzwa nenyika dzakamudzimura moto Imi tichirumana tirege kupedzana Kereke ndakumbira tirege kupedzana Kereke ndakumbira tirege kupedzana Rudo haruna muganho (Haungati unoda Mwari) Haruna manyawi (Uchivenga hama yako) Rudo harutsamwi (Waita murevi wenhema) Harutsamwi (Iwewe) Runofukidzira zvose (Uri murevi wenhema iwewe) Rudo haruna muganho (Haungati unoda Mwari) Haruna manyawi (Uchivenga hama yako) Rudo harutsamwi (Waita murevi wenhema) Harutsamwi (Iwewe) Runofukidzira zvose (Uri murevi wenhema iwewe)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out