album cover
Urikupisa
album cover
Urikupisa was released on March 28, 2023 by Hot Property, distributed by Jungle Entertainment Ventures as a part of the album Tirivemuma Streets
March 28, 2023
LabelHot Property, distributed by Jungle Entertainment Ventures
BPM
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Lyrics

PTK Music
Chimbosimudza ruoko kana uchipisa
Nyatsofamba iwe, usambodhipisa
Chimbovhura hombe vamboshamiswa
Kungoti vane godo, vane shaisano
Uri kupisa iwe zvekuti uchazopera ndezvimwe
Uri kuzama iwe, kungoti vane godo havazvide
Wakabaka iwe, zvekuti uchazodzima ndezvimwe
Shaina iwewe, chimboshaina
Shaina, shaina ah-h
Vanosvotwa here mumoyo mavo?
Ringori godo ravainaro
Havakwanise kurumbidza paitwa chakanaka
Vanoda kungofambisa zvakaipa
Kungonzi wakanganisa vanomhanya
Kufambisa nyaya havambotana
Havadi paunogona, vane shaisano
Vanenge vakamiriria zvakaipa
Uri kupisa iwe zvekuti uchazopera ndezvimwe
Uri kuzama iwe, kungoti vane godo havazvide
Wakabaka iwe, zvekuti uchazodzima ndezvimwe
Shaina iwewe, chimboshaina
Shaina, shaina ah-h
Vanenge vachitoti hazviite
Zvinhu zvose zvaunoronga hazviite
Usaudze vanhu zvaunoronga
Vakaona zvoita voti mushonga
Nyangwe ukanzi uri kukura musoro
Ramba uchingosimudza musoro
Nguva inofamba haimire
Ita, 'Kubaka ndokuda, handidzime'
Uri kupisa iwe zvekuti uchazopera ndezvimwe
Uri kuzama iwe, kungoti vane godo havazvide
Wakabaka iwe, zvekuti uchazodzima ndezvimwe
Shaina iwewe, chimboshaina
Shaina, shaina ah-h
Vanosvotwa here mumoyo mavo?
Ringori godo ravainaro
Havakwanise kurumbidza paitwa chakanaka
Vanoda kungofambisa zvakaipa
Kungonzi wakanganisa vanomhanya
Kufambisa nyaya havambotana
Havadi paunogona vane shaisano
Vanenge vakamiriria zvakaipa
Uri kupisa iwe zvekuti uchazopera ndezvimwe
Uri kuzama iwe, kungoti vane godo havazvide
Wakabaka iwe, zvekuti uchazodzima ndezvimwe
Shaina iwewe, chimboshaina
Shaina, shaina ah-h
Vanenge vachitoti hazviite
Zvinhu zvose zvaunoronga hazviite
Usaudze vanhu zvaunoronga
Vakaona zvoita voti mushonga
Nyangwe ukanzi uri kukura musoro
Ramba uchingosimudza musoro
Nguva inofamba, haimire
Ita, 'Kubaka ndokuda, handidzime'
Uri kupisa iwe zvekuti uchazopera ndezvimwe
Uri kuzama iwe, kungoti vane godo havazvide
Wakabaka iwe, zvekuti uchazodzima ndezvimwe
Shaina iwewe, chimboshaina
Shaina, shaina ah-h
Written by: Killer T
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...