album cover
Tivake Musha
album cover
Tivake Musha was released on April 23, 2023 by Hot Property, distributed by Jungle Entertainment Ventures as a part of the album Tiri Vemuma Streets 2 - EP
April 23, 2023
LabelHot Property, distributed by Jungle Entertainment Ventures
LanguageEnglish
BPM115
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Music Video

Music Video

Lyrics

On it producer
Anaya for
Mudiwa wangu inini ndinokuda ini (Major, aha-a)
Mudiwa wangu inini ndinokuda
Ndakakupfimba ukandiudza
Ukati unondida sezvandokuitawo
Ngatisamire, ita tiyende
Mudiwa ndinokudawo kana uchindida iwewe bhebhi
Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako
Saka chitongoda nezvangu tivake musha
Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako
Saka chitongoda nezvangu tivake musha
Siyana neavo vakakurwadzisa paye-paye
Inini ndauya, aihwa ndichakuchengeta
Ndichakudawo, uchandidawo
Zvichazorwadza vakawanda vaona uchi-glower
Nekuti inini pauri handibve
Kusvika zvayendwa
Inini ndokuda
Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako
Saka chitongoda nezvangu tivake musha
Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako
Saka chitongoda nezvangu tivake musha
Zvinoda kuzonzi madadisa
Vaperekedzi masimbisa
Amai vachipururudza
Jongwe richikukurudza kumutsa muroora
Iwewe baby wauya kumba
Uchiona tete
Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako
Saka chitongoda nezvangu tivake musha
Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako
Saka chitongoda nezvangu tivake musha
Siyana neavo vakakurwadzisa paye paye
Inini ndauya, aihwa ndichakuchengeta
Ndichakudawo, uchandidawo
Zvichazorwadza vakawanda vaona uchi-glower
Nekuti inini pauri handibve
Kusvika zvayendwa
Inini ndokuda
Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako
Saka chitongoda nezvangu tivake musha
Aiwa haiwa ndiri kutoda nezvako
Saka chitongoda nezvangu tivake musha
Written by: Killer T
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...