album cover
Hasha
album cover
Hasha was released on May 13, 2023 by Military Touch Movement as a part of the album Chiremerera
May 13, 2023
LabelMilitary Touch Movement
BPM107
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Lyrics

Hasha dzinenge dzatutumira
Hwahwa hwunenge hwasanganiswa
Anouya nemashoko, magaramoyo
Anouya nehondo ozamurira
Hmm-hmm-hmm, hasha
Ahh hmm-hmm-hmm, hasha
Ndomera ronda repamoyo
Ndakabaiwa newandakapa moyo
Wongoshinga kugarira shungu
(Zvandiremera, iya-iya hoye, iya-iya hoye)
Wongoshinga kugarira shungu mumoyo zvorwadza
(Iya-iya hoye, iya-iya)
Wongoshinga kugarira shungu zvandiremera iwe
(Iya-iya hoye, iya-iya hoye)
Wongoshinga kugarira shungu mumoyo zvodzimba
(Iya-iya hoye, iya-iya)
Zvikanzi, "Uchatondidedera nekuti ndini musoro wemba"
Aitoti, "Uchatondigwadama, unorara watonhora
Ukapikisa unorara watonhora, unorara watonhora"
(Ukapikisa unorara watonhora, unorara watonhora)
Wongoshinga kugarira shungu
(Zvandiremera, iya-iya hoye, iya-iya hoye)
Wongoshinga kugarira shungu mumoyo zvorwadza
(Iya-iya hoye, iya-iya)
Wongoshinga kugarira shungu zvandiremera iwe
(Iya-iya hoye, iya-iya hoye)
Wongoshinga kugarira shungu mumoyo zvodzimba
(Iya-iya hoye, iya-iya)
Kupera kuonda kufunganya mukoma nde-ha
(Kupera kuonda kufunganya mukoma nde-ha)
Mavanga kumeso kuzenge gandanga nde-ha
(Mavanga kumeso kuzenge gandanga nde-ha)
Kupera kuonda kufunganya mukoma nde-ha
(Kupera kuonda kufunganya mukoma nde-ha)
Mavanga kumeso kuzenge gandanga nde-ha
(Mavanga!)
Ndaimboti, "Ndakuenda!"
Ndikafuratira pwere dzangu ndiani anorera?
Ndaimboti, "Ndakuenda!"
Ndikafuratira pwere dzangu ndiani anorera?
Hmm unorara watonho-
Unorara watonhora (hasha)
Hmm unorara watonho-
Unorara watonhora (hasha)
Hi-hi-hi-
Written by: Mukudzeyi Mukombe, Tariro Mufari
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...