Lyrics

Dakari, let the beat play Wanga wakamira naaniko pagate apo? Wandibhowa, wandibhowa Ka-skirt kapfupi-pfupi ke skotch kawaka khiya Kandibhowa, wandibhowa Hana yorova kusvika mangwana Ura hwomona ndakanyarara Zvinoreva kuti wandibhowa Wandibhowa (Wandibhowa, wandibhowa) (Wandibhowa) Who cares? I don't wanna stress, yeah I don't want pressure I don't wanna be your goodbye You think I'm lyin' every time When I'm honest, your mission's To pick a fight, you're all I want In my life is to see you Hana yorova, kusvika mangwana Ura hwomona, ndakanyarara Zvinoreva kuti wandibhowa Wandibhowa (Wandibhowa, wandibhowa) Zvinoreva kuti wandibhowa Ndikaenda newe zvinoita here? (Wandibhowa) Ndikagara newe zvinoita here? (Wandibhowa) Ndikaenda newe unobvuma here? (Wandibhowa) Ndikagara newe zvinoita here? (Wandibhowa) Shanje dzandinadzo dzinokunda ngoma kurira (wandibhowa) Ndikaenda newe unobvuma here? Shanje dzandinadzo dzinokunda ngoma kurira (wandibhowa) Ndikaenda newe unobvuma here? (Wandibhowa)
Writer(s): Charmaine Shamiso Mapimbiro, Dakarai Gwitira, Mukudzeyi Mukombe Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out