Credits

COMPOSITION & LYRICS
Tatenda Toddy Mapingire
Tatenda Toddy Mapingire
Songwriter
Vannel Munyaradzi Mashumba
Vannel Munyaradzi Mashumba
Songwriter
Delmar Gloria Kapishe
Delmar Gloria Kapishe
Songwriter
PRODUCTION & ENGINEERING
Tatenda Toddy Mapingire
Tatenda Toddy Mapingire
Producer

Lyrics

Hmm hmm hmm
Ndikarinwa chete
Ndinofunga iwe
Ndikarinwa chete eeh
Ndinofunga iwewe
Bhodhoro remukwava
Ndinofunga iwe
Bhodhoro remukwava
Ndinofunga iwe
Ndikarinwa
Ndikarinwa
Ndikarinwa chete
Ndenge ndina Senzeni naStembeni
Ndichifunga iwewe
Nyangwe ndina Senzeni naStembeni
Ndinongofunga iwewe
Friday yasvika
PaWeekend handina kukwana
Kuma 8 8 hie to Amanda
Ukuenda kupiko
Tikunwira kupiko
Jamtree kana Pabloz
Get set ready go
Bhodhoro remukwava
Ndabva ndafunga iwewe
Ndinenge ndakabatwa
Ndichifunga babe
Asi kana
Ndikarinwa chete eeh
Ndinofunga iwewe
Bhodhoro remukwava
Ndinofunga iwe
Bhodhoro remukwava
Ndinofunga iwe
Ndikarinwa
Ndikarinwa
Ndikarinwa chete
Ndenge ndina Senzeni naStembeni
Ndichifunga iwewe
Nyangwe ndina Senzeni naStembeni
Ndinongofunga iwewe
Ndenge ndina Senzeni naStembeni
Ndichifunga iwewe
Nyangwe ndina Senzeni naStembeni
Ndinongofunga iwewe
Hmm hmm hmm hmm
Hmm hmm hmm hmm
Ooh ndipe ndinwe doro mukwava
Ooh ndenge ndinyure ndakadhakwa
BP, yangu yakwira usipo
Kungonwa chibhodhoro ndanyura mundangariro
Ndenge ndina Senzeni naStembeni
Ndichifunga iwewe
Nyangwe ndina Senzeni naStembeni
Ndinongofunga iwewe
Senzeni na
Senzeni na
Senzeni na
Ndichifunga iwe
Ndinofunga iwe babe
Ndinofunga iwe babe
Written by: Delmar Gloria Kapishe, Tatenda Toddy Mapingire, Vannel Munyaradzi Mashumba
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...