album cover
Ndiwe
135
Afro-Beat
Ndiwe was released on July 25, 2023 by EPIC PLAY INC. as a part of the album Handitye
album cover
Release DateJuly 25, 2023
LabelEPIC PLAY INC.
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM57

Credits

COMPOSITION & LYRICS
Brighton Tinashe Machaya
Brighton Tinashe Machaya
Songwriter

Lyrics

Ukanyemwerera pachiso
Meso azere rudo
Ndazviona uriwangu iwe
Ndazviona uriwangu!!
Kutaurirwa hunyimwa hwee
Ini pano handidi newe
Ndakaona uriwangu iwe
Hona nguva nenguva
Kufamba kwemazuva
Wakabata pamoyo pejaya rino kusvika raperera
Ringapise zvaro zuva
Mhepo yovhuvhuta
Unenzvimbo mumoyo muninga mukati mehana mukati imomo
Hona ndiwe iwe iwe iwe
Hona ndiwe iwe iwe iwe
Hona ndiwe iwe ndiwe iwe
Hona ndiwe iwe ndiwe iweee
Ndarota ndinewe tirimo musvitsa tsvene iyo
Ndigere ndinewe vachiti mwana wamwene uyo
Mwana wamwene uyo
Saka gwenya mbira aah
Ndichikuimbira gwenya mbira aah
Ndichikutambira gwenya mbira aah
Ndichikuimbira ooh hoo hooo
Gwenya mbira aah
Ndichikuimbira gwenya mbira aah
Ndichikutambira gwenya mbira aah
Ndichikutambira hoo hooo
Hona nguva nenguva
Kufamba kwemazuva
Wakabata pamoyo pejaya rino kusvika raperera
Ringapise zvaro zuva
Mhepo yovhuvhuta
Unenzvimbo mumoyo muninga mukati mehana mukati imomo
Hona ndiwe iwe iwe iwe
Hona ndiwe iwe iwe iwe
Hona ndiwe iwe ndiwe iwe
Hona ndiwe iwe ndiwe iweee
Ndarota ndinewe tirimo musvitsa tsvene iyo
Ndigere ndinewe vachiti mwana wamwene uyo
Mwana wamwene uyo
Saka gwenya mbira aah
Ndichikuimbira gwenya mbira aah
Ndichikutambira gwenya mbira aah
Ndichikuimbira hoo hooo
Gwenya mbira aah
Ndichikuimbira gwenya mbira aah
Ndichikutambira gwenya mbira aah
Ndichikutambira hoo hooo
Dzana chimhandara changu
Tamba chimwe changu
Pamoyo uripo wangu iwe
Dzana chimhandara changu
Tamba chimwe changu
Pamoyo uripo wangu iwe
Written by: Brighton Tinashe Machaya
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...