Music Video

Credits

PERFORMING ARTISTS
COMPOSITION & LYRICS
Oliver Mtukudzi
Oliver Mtukudzi
Songwriter

Lyrics

Chengetai mai nababa Chengetai mai nababa vayaka Chengetai mai nababa (Chengetai mai nababa) Chengetai mai nababa vayaka (Chengetai mai nababa) Vakatsanya pagwirikwiti ukararama (Chengetai mai nababa) Ndokutsanya pagwirikwiti ukararama wani (Chengetai mai nababa) Chengetai mai nababa (Chengetai mai nababa) Chengetai mai nababa vayaka (Chengetai mai nababa) Vakatsanya pagwirikwiti ukararama (Chengetai mai nababa) Vakatsanya pagwirikwiti ukararama (Chengetai mai nababa) Chido chaMwari kuvanavo Chido chaMwari kuvanavo Chido chaMwari kuvanavo Vakatsanya pagwirikwiti ukararama (Chengetai mai nababa) Vakatsanya pagwirikwiti ukararama (Chengetai mai nababa) Vakakubvumbamira muhondo iwe Ndokukubvumbamira pahondo Vakatsanya pagwirikwiti ukararama (Chengetai mai nababa) Vakatsanya pagwirikwiti ukararama (Chengetai mai nababa)
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out