album cover

Hombarume

1,392World1980
album cover
Hombarume was released on February 1, 1980 by Follow the Crocodile as a part of the album Devera Ngwena, Vol. 2
ReleasedFebruary 1, 1980
LabelFollow the Crocodile
LanguageEnglish
BPM133
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Lyrics

Amai vangu nababa vangu
Imi mhanayi kani
Mutambire mwana wenyu
Zvandakareva ndichienda
Kuti ini mwana wenyu
Ndichano dzimba chete
iye woiyere hoha ohiye
Amai vangu kani
Mwana wenyu ihombarume
Nhasi wabata nhoro
Nhasi wanate mhara
Iyewoihere hoha ohiye
Written by: Jonah Moyo

Shazam Footer

Select language:
Google Play Store
Apple App Store
Chrome Web Store
Galaxy Store

Follow Us

Loading...