album cover
Macharangwanda
2,325
Pop
Macharangwanda was released on June 4, 2018 by Alick Macheso as a part of the album Kwatakabva Mitunhu (Kure Kwekure)
album cover
Release DateJune 4, 2018
LabelAlick Macheso
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Music Video

Music Video

Lyrics

Une chokwadi here macharangwanda nezvawaita here?, nezvawaindivimbisa taura zvose zviyaa here?
Ndozvawaiti ndisataura zvese zviriya here?
Nezvazvavari nhasi uno chokwadi varume munorwadzisakaa
Tarira nhasi wazondinyadzisisa chokwadi pamberi pehamaa ka
Ndiwe here kana kuti hausiwe macharangwanda wandinozivaaa
Nhai Mwari wangu chokwadi angandidaro ndimi maitionaoka
Wakanganwa here kuti hapana zvaro shoko rerudo rakasaraka
Wakandipedzera nguva yangu, zvako iwe Macharangwanda
Ndichavati kudiiko?, ndichavaudzeiko? madzitete angu
Hazvina hazvo mhosva, macharangwanda, wazviita muchenjeri
Kana ari maitiro ako chokwadi munorwadzisakaaaa
Napo pamuviri pandinapo ipapa, ndiudzewo ndichaita seiko napo nhai
Ndizvo saka waida kuti ndibvise, nekuti waityira izvi nhai
Ini handikwanise kuita izvozvo, kuuruya pamwe nekufa ndichiziva, ndicha chengeta hangu nhumbu iyoyi
Kusvikira ndamusununguka mwana iyeyu
Ndatove chiseko chenyika nepadunhu, handichina nechimiro kuvamwe vangu
Ndikazvifunga ndinochema, nezvivimbiso zvese zviye kuvabereki vangu
Hazvichina hazvo mhosva macharangwanda, Mwari ave newe, kusvika narinhi wose

Simudza kana hati, (tenderedza)
Simudza kana scarf, (tenderedza)
Simudza kana rasta, (tenderedza)
Simudza karuger, (tenderedza)
Simudza kanaexpression, (tenderedza)
Simudza kana avon best, (tenderedza)
Simudza kana hwahwa, (tenderedza)
Simudza kana Franco, (tenderedza)
Simudza kana cap-ii, (tenderedza)
Simudza kana mwana, (tenderedza)
Simudza kana Chimoko, (tenderedza)
Simudza kana ruoko, (tenderedza)
Ah hey-hey-hey-wey
Ah hey-hey-hey-wey
Written by: Alick Macheso
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...