album cover
Sarah
23,638
African
Sarah was released on October 16, 2025 by WFN Distribution as a part of the album Magariro
album cover
Release DateOctober 16, 2025
LabelWFN Distribution
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM

Music Video

Music Video

Credits

PERFORMING ARTISTS
Orchestra Mberikwazvo
Orchestra Mberikwazvo
Performer
Alick Macheso
Alick Macheso
Bass Guitar
COMPOSITION & LYRICS
Alick Macheso
Alick Macheso
Songwriter
PRODUCTION & ENGINEERING
Alick Macheso
Alick Macheso
Producer

Lyrics

Zvamunoona mwana uyu takadanana tiri vaviri pasina vamwe vaya
Chitsividzo chedu hatichakanganwe nekuti pane veshanje
Zvamunoona mwana uyu takadanana tiri vaviri pasina vamwe vaya
Chitsividzo chedu hatichakanganwe nekuti pane veshanje
Mumoyo mavo zvangova zvitsvambe havazvide zvinovashungurudza moyo
Havazive patakadanana kuti ndezvipi zvatakatsidzirana
Mumoyo mavo zvangova zvitsvambe havazvide zvinovashungurudza moyo
Havazive patakadanana kuti ndezvipi zvatakatsidzirana
(Oo mama)
Saka ndati musarwadziwe moyo nerudo rwedu ini naye
Dayi murivamwe mayitofara, vamwe veduwo vasanganiswa aah
Saka ndati musarwadziwe moyo nerudo rwedu ini naye
Dayi murivamwe mayitofara, vamwe veduwo vasanganiswa aah
Zvimwe vamwe vangangoda kuziva shamwari dzedu tiwudzeyiwo
Kuti musvike pamakasvika apa, vamwe veduwoo, makasvika sei?
Zvimwe vamwe vangangoda kuziva shamwari dzedu tiwudzeyiwo
Kuti musvike pamakasvika apa, vamwe vwduwoo, makasvika sei?
Inga ndini wani ndakamuda ini
Inga ndini wani ndakamuda ini
Zvamayimunyenyeredza kureva mayimutya imi
Zvamayimunyenyeredza kureva mayimutya imi
Zvandakapedza hwuswa hwesango ndichimufambira
Zvandakapedza hwuswa hwesango ndichimufambira
Pandakarohwa nababa vake makandiseka
Pandakarohwa nababa vake makandiseka
Zvandakarumwa nembwa dzekwavo zvakakusetsai
Zvandakarumwa nembwa dzekwavo zvakakusetsai
Nhasi ndavenaye mavekugumbuka sei?
Nhasi ndavenaye mavekugumbuka sei?
Sarah iwe, Sarah iwe
Sarah iwe, Sarah iwe
Sarah iwe wangu, Sarah iwe
Sarah iwe wangu, Sarah iwe
Sarah iwe, Sarah iwe
Sarah iwe

Written by: Alick Macheso
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...