album cover
Mazuva
112
Dance
Mazuva was released on April 4, 2024 by 3168858 Records DK as a part of the album Mazuva - Single
album cover
Release DateApril 4, 2024
Label3168858 Records DK
LanguageEnglish
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM100

Music Video

Music Video

Credits

PERFORMING ARTISTS
Tafadzwa Mwandira
Tafadzwa Mwandira
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Tafadzwa Mwandira
Tafadzwa Mwandira
Songwriter
PRODUCTION & ENGINEERING
Sheltang Sunshine
Sheltang Sunshine
Producer

Lyrics

Begin yea na na na na na na
Balance man wayoo wayoo
Who we
Hakuna anoziva wayoo
Zuva rekufa zuva rekufa zuva rekufa
Kusaziva wayoo wayoo kunotipa
Nguva yekuda kufara kufara kufara
Sunshine
Ndipe kuno matots ndipe kuno macots
Ndipe kuno zvimoko zvakarova mashorts
Ndipe kuno mahits aya ari mupot
Vagondipa mavotes chingoma chiri hot
Doro tadira pasi tine misodzi yasauro
Mudzimu tiringe musaoma pahuro
Tigoita gauro tisawanze mutauro
Hupenyu imari maskat kana mauro
Mazuva atakapihwa
Ndiwaya ndiwaya
Hapana anomboziva
Fira patinofira
Mazuva atakapihwa
Ndiwaya ndiwaya
Hapana anomboziva
Fira patinofira
Hapana munhu asingambode mari
Asi pasina dikita hapana hushamwari
Ndosaka paharare tisingarare
Zvitori worse paghetto repambare
Saka gidung gidung ngoma yerugare
Totodzirova dzepasi chigare
Sheltang sheltang set the pace
Hustle man ah hustle ye mi der ina dirace
Come inna di riddim like a bell when it jingle
melody melody da tall black melanin
Toshanda zvazviri zvobuda zvazviri
Hupenyu ivhiri saka tirimo mariri
Celscius again
Hakuna anoziva wayoo
Zuva rekufa zuva rekufa zuva rekufa
Kusaziva wayoo wayoo kunotipa
Nguva yekuda kufara kufara kufara
Mazuva atakapihwa
Ndiwaya ndiwaya
Hapana anomboziva
Fira patinofira
Mazuva atakapihwa
Ndiwaya ndiwaya
Hapana anomboziva
Fira patinofira
Ndipe kuno matots ndipe kuno macots
Ndipe kuno zvimoko zvakarova mashorts
Ndipe kuno mahits aya ari mupot
Vagondipa mavotes chingoma chiri hot
Doro tadira pasi tine misodzi yasauro
Mudzimu tiringe musaoma pahuro
Tigoita gauro tisawanze mutauro
Hupenyu imari maskat kana mauro
Mazuva atakapihwa
Ndiwaya ndiwaya
Hapana anomboziva
Fira patinofira
Mazuva atakapihwa
Ndiwaya ndiwaya
Hapana anomboziva
Fira patinofira
Written by: Tafadzwa Mwandira
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...