album cover
PaGround
86
Hip-Hop/Rap
PaGround was released on May 27, 2024 by Off Center Holdings as a part of the album Feed the Streets
album cover
Release DateMay 27, 2024
LabelOff Center Holdings
LanguageEnglish
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM78

Credits

COMPOSITION & LYRICS
George Taaziva
George Taaziva
Songwriter
PRODUCTION & ENGINEERING
NotCoach
NotCoach
Producer
GT Beats
GT Beats
Engineer

Lyrics

Takadzidza kushanda nevakuda
Pato shanda tikufanga varikumba
Hapana mari pamba, handichagare pamba
Zvinemutauro
Hatichaswera pamba
Vemuround vakufunga handina kumba
Ndiripa grind ini handicha gara pamba
Men it's deep, hapana aimbozviketa kuti Gava achaita zvipi
Ngemba achazo batika pacornet ane drip
As it seems pazvanga zvada kuita pakagadzirwa mamemes
Paka cartoonwa madreams
Hapana chino rwadza sekudyiwa neMan U
Hapana chinorwadza sekumwiwa seMaheu
Gulez vakachema vachichema vachida help
Blazz vakadhomorwa vakatumirwa maselfie
Instagram horror vakuforwada mareel
Vakachaya poto kunge vaishanda patill
But still hainga rambe iri simbi
Mwana bho but kaisa nyima nximbi
Hakazi greedy
Tryer keeper cool but ndakwara neflu
Kuzama kumaita 2 kunge Benjie ane tattoo
Big up kuma **** aka faisa madhiri
I can't really go back kwandanga ndiri
Mwari anodzora zvinhu zvazvanga zviri
Mhamha taka bleswa, taka bleswa vachifunga ticha keswa
Pfungwa dzinomboti iwe enda unoba
Ndiani wauchatya iwe baba vakafa
Takambo tsvaga graft zvikazo shaya basa
Shanda nevakuda
Pato shanda tikufanga varikumba
Hapana mari pamba, handichagare pamba
Zvinemutauro
Hatichaswera pamba
Vemuround vakufunga handina kumba
Ndiripa grind ini handicha gara pamba
Men it's deep, hapana aimbozviketa kuti Gava achaita zvipi
Written by: George Taaziva
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...