album cover
Ngabake Bake
15
Dance
Ngabake Bake was released on June 14, 2024 by Ricky fire music as a part of the album Aadhish - EP
album cover
Release DateJune 14, 2024
LabelRicky fire music
LanguageEnglish
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM

Music Video

Music Video

Credits

COMPOSITION & LYRICS
Tulani Takavada
Tulani Takavada
Songwriter
PRODUCTION & ENGINEERING
Shettoh Intelligent music
Shettoh Intelligent music
Producer

Lyrics

Paanofamba iwo anotaamba
Varume varikuzhamba
Mwana idemo
Siyai munhu abake bake
Kusu kasa oh no no no no nooo
Oh yeees ricky fire ricky fire show dem style
spoooger
Chiuno chake chimiro chake
Mwana ane zvinhu zvake
Anomaka ndezvake
Siyai baaba moto vafake ma marks
Akamira zvake
Haana ku shaker pachake
Plus futi ane munhu wake
Siyai munhu abake bakee
Paanofamba iwo anotaamba
Varume varikuzhaamba
Mwana idemo
Siyai munhu abake bake
Paanowaina
Ane kamwe kakushayina
Vese vanoda kumusayina
Siyai munhu abake bake
Haasi bho kubvira semogo
Kunge bhobho anodzidya dziri four
Sha ndipo get set ready go
Anoda rudo sekugirizira dhobho
Fanika so anowayina slow
Unonzwa joe avakudeedzera some more
Paano shaker shaker tese tinomira hoo
Siyai munhu abake bake
Skin yake inoyerera mvura
Ganda remwana aramba kukura
Haauye pese pese kunge mashura
Ukamusvikira zvedzungu anokupambura
Hakuna murume asingade kuchachura
Inyama piece ndoda kudambura
Kumuyendesa kumakwikwi anowaura
Ndazvitaura pamwe chete nekushaura haai
Written by: Tulani Takavada
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...