album cover
Eke
album cover
Eke was released on June 19, 2024 by Immaculate Music as a part of the album Eke - Single
June 19, 2024
LabelImmaculate Music
BPM
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Music Video

Music Video

Lyrics

Ive been up all night ndichifunga iwe
Ive been wondering why why usatiwasvika paden
Yauri kuita iyi unoiwonawosei
Oh why oh why
Uchiita yaunoita
 (Oh noo)
Ukada kufarisa
Panomhanya munhu pafeya
Ndirikungwavha ngwavha
Uchidzoka zvako late paden iwe
Yawatanga iyi unoigona here
I dont know why oh why
I always fall for your type
Hapana eke
(Eke)
Eke eke
(Eke)
Kanairiyo game yacho babe hapana eke
Hapana eke
(Eke)
Eke eke
(Eke)
Kanairiyo yawatanga iyi hapana eke
 
Patone katrendi
Patone katrendi kekunonoka kumba
Hapachina respecti
Hapachina respect inochengeta mushhaaa
I thought uchachinja
But unondibhaiza uchiti ndakapusa
Musambo nhasi wachinja
Usazoti eke kana pakupisa
Written by: Farai Matema
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...