Credits

COMPOSITION & LYRICS
Baron Leon Mukweza
Baron Leon Mukweza
Songwriter
Yvonne Muza
Yvonne Muza
Songwriter
PRODUCTION & ENGINEERING
MBA Stand-Up
MBA Stand-Up
Producer

Lyrics

Sta
Stand up
Ndikafunga paya
Paya
Paya
Paya
Paya
Kare paya wainakidza
Ndaisafunga tichazopesana
Ndikafunga paya
Paya
Paya
Paya
Paya
Rudo rwaitapira
Ende waidadisa
Aiwa shaa chimbopagaya kuti mazuvano hatichina nyaya
But kare wani waisambovata tiri paphone tichingotaura nyaya Dzerudo
Pamwe waitoyemera
Kutowana wekuchemera
Asi mazuvano zvakutokuremera
Kuti undiudze kuti unondida
Hauchandikoshese shamwari
Everytime unenge uri busy
Ko zvakatanga rinhi
Ko zvakatanga rinhi
Ende ndichaneta shamwari
Ndikasakutanga hatitauri
Ko zvakatanga rinhi
Ndikafunga paya
Paya
Paya
Paya
Paya
Paya wainakidza
Ndaisafunga tichazopesana
Ndikafunga paya
Paya
Paya
Paya
Paya
Rudo rwaitapira
Ende waidadisa
Tell me tell me
What I did wrong just tell me
I'm fading daily
Mwari pindirai tisarambana
Lonely I'm lonely
Kunyangwe uripo I'm lonely
I'm fading daily
Mwari pindirai
Ndikafunga paya
Paya
Paya
Paya
Paya
Paya wainakidza
Ndaisafunga tichazopesana
Ndikafunga paya
Paya
Paya
Paya
Paya
Rudo rwaitapira
Ende waidadisa
Written by: Baron Leon Mukweza, Yvonne Muza
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...