album cover
Fona
album cover
Fona was released on August 9, 2024 by 190'Long Inc. as a part of the album Fona - Single
August 9, 2024
Label190'Long Inc.
LanguageEnglish
BPM100
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Music Video

Music Video

Lyrics

Yeah, Zigididing, from 19 oh long, shewe, roy
Iih dhiya fona fona ii dhiya
Umbori nani dhiya
Fona ndimbokuonawo iih dhiya
Ihh dhiya wazonyanyo'ndi eazira
Zvikanetsa ndichaku tizira
Wasunga moyo kunge riziler
Ndoda ugare paden ndiwe wandoda kumuka ndichiona makuseni
Uri bhanangana moto unobvira mheni
Ukandida ndoita holy ukanditi 10
Iih dhiya fona fona ii dhiya
Umbori nani dhiya
Fona ndimbokuonawo iih dhiya
Iih dhiya fona fona ii dhiya
Umbori nani dhiya
Fona ndimbokuonawo iih dhiya
Dhiya usazondidaro
Pese paunoganza ndinoshay mufaro
Ufunge zvinrawadza pausinga daire foni, ko chimbodidawo
Undipe bhoom bhanangana love
Dhiya ndogona kungokujuma ukadzana rough
Wandiuraya kunge doom ndika tsvaga jazi
Unondipinza chando kana nanhasi
Iih dhiya fona fona ii dhiya
Umbori nani dhiya
Fona ndimbokuonawo iih dhiya
Iih dhiya fona fona ii dhiya
Umbori nani dhiya
Fona ndimbokuonawo iih dhiya
Ihh dhiya, ihh dhiya, hey hey hey ihh dhiya
Ihh dhiya, ihh dhiya wooo
Ihh dhiya, ihh dhiya wooooo ihh dhiya ihh dhiya ihh dhiya
Written by: Roy Moyo
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...