album cover
Nhasi
5,889
Pop
Nhasi was released on October 21, 2024 by Nyasha David Music as a part of the album Nhasi - Single
album cover
Release DateOctober 21, 2024
LabelNyasha David Music
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM62

Credits

COMPOSITION & LYRICS
Nyasha Dengwani
Nyasha Dengwani
Songwriter

Lyrics

Nhasi Lyrics
International
Owwwww Uhhh International
Gweta Gweta Gweta Gweta
Gweta
Uhhh, Rodney
Been a long time since ndakuona
Ndakutsvoda
Been a long time since ndakuholder
Ndine chidokwa dokwa
Pane mazuva matatu, ndichingokuona pa tattoo
Haazofanhi kuita nhanhatu, baby girl I want you
Pakuita kunge pane gore yah, nguva yareba
Chandikwadza chishuwo
Pakuita kunge pane ma years baby, ma lightyears
Chandikwadza chishuwo
Saka Pauchauya
Handizive ndichaitaseiko
Pauchauya
Nemufaro baby
Pauchauya
Handizive ndichaitaseiko
Pauchauya
Ndichati Nhasi Nhasi Nhasi Nhasi
Nhasi tikudanana nhasi tikudanana nhasi tikupa
Nhasi tikupanana nhasi tikupanana nhasi tikusa
Nhasi tikusasana nhasi tikusasana
Ndichati nhasi nhasi nhasi nhasi
Nhasi tikusasana
Nhasi tikudanana nhasi tikudanana nhasi tikupa
Nhasi tikupanana nhasi tikupanana nhasi tikusa
Nhasi tikusasana nhasi tikusasana
Ndichati nhasi nhasi nhasi nhasi
Nhasi tikusasana
Suwa ini ndasuwa
Funga ini ndakufunga
Let me tell you what I miss, I miss your kiss its bliss
Doing a little bit of this and this and that and that, what
Kamunyemwerero, sekerero, kamutambiro
Kaunoita song yababa she she shero
Mudhara wako ndichamyutonyora
Coz love yacho yandidhomora
Pauchauya
Handizive ndichaitaseiko
Pauchauya
Nemufaro baby
Pauchauya
Handizive ndichaitaseiko
Pauchauya
Ndichati Nhasi Nhasi Nhasi Nhasi
Nhasi tikudanana nhasi tikudanana nhasi tikupa
Nhasi tikupanana nhasi tikupanana nhasi tikusa
Nhasi tikusasana nhasi tikusasana
Ndichati nhasi nhasi nhasi nhasi
Nhasi tikusasana
Nhasi tikudanana nhasi tikudanana nhasi tikupa
Nhasi tikupanana nhasi tikupanana nhasi tikusa
Nhasi tikusasana nhasi tikusasana
Ndichati nhasi nhasi nhasi nhasi
Nhasi tikusasana
Written by: Nyasha Dengwani
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...