album cover
Kacheche
9
Afro-Beat
Kacheche was released on November 18, 2024 by Bilateral Sounds as a part of the album INTIMATE NARRATIVES
album cover
Release DateNovember 18, 2024
LabelBilateral Sounds
LanguageEnglish
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM100

Credits

COMPOSITION & LYRICS
Keith Antonio
Keith Antonio
Songwriter
PRODUCTION & ENGINEERING
Keith Antonio
Keith Antonio
Mixing Engineer
OB Tha Producer
OB Tha Producer
Producer

Lyrics

Haukona kuchiva, dzikama
Zvinokugumbura fani
Wako wekubereka ukamuona munzira iyoyo
Kwausingade wako
Unotora wemumwe moenda ikoko
Hatichatora chivi sechivi
Chero n'anga dzave kuzvitapa
Spucky ndini inini, Chatsva
Kachiri kacheche ako
Kanoda rudo rwamhamha
Usakachengera ako
Haikona kuchiva dzimama
Uchikaona usati kaita bho
Izera remwana wako
Zvimwe wongorora usati waita so
Zvichaitwa kumwana wako
Chokwadi kusiya vana kumba
Kuti unotamba nevana
Wotora ramangwana naro kufadza nyama
Rudo hapana
Kunze kwekuti mutore majana
Parasika vana muchiudzana
Kwete kuti mwana akanzwa mafuta emota
Yorova hana
Kachiri kacheche ako
Kanoda rudo rwamhamha
Usakachengera ako
Haikona kuchiva dzimama
Uchikaona usati kaita bho
Izera remwana wako
Zvimwe wongorora usati waita so
Zvichaitwa kumwana wako
Mbinga dzinokuwidza mugungwa
Achakuburitsa ndiani
Kana ukakurumbidza kufunga
Kuzvishandira kuri nani
Anokuteya ne Iphone
Inova nzira yekukuzora
But nhamo Inouya se cyclone
Pauchazama kupepuka mangwana
Inenge yakwana nguva
Kachiri kacheche ako
Kanoda rudo rwamhamha
Usakachengera ako
Haikona kuchiva dzimama
Uchikaona usati kaita bho
Izera remwana wako
Zvimwe wongorora usati waita so
Zvichaitwa kumwana wako
Chokwadi kusiya vana kumba
Kuti unotamba nevana
Wotora ramangwana naro kufadza nyama
Rudo hapana
Kunze kwekuti mutore majana
Parasika vana muchiudzana
Kwete kuti mwana akanzwa mafuta emota
Yorova hana
Kachiri kacheche ako
Kanoda rudo rwamhamha
Usakachengera ako
Haikona kuchiva dzimama
Uchikaona usati kaita bho
Izera remwana wako
Zvimwe wongorora usati waita so
Zvichaitwa kumwana wako
Kanoda rudo rwamhamha
Haikona kuchiva dzimama
Izera remwana wako
Zvichaitwa kumwana wako
Written by: Keith Antonio
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...