album cover
Bhimu
album cover
Bhimu was released on February 26, 2025 by 3665980 Records DK as a part of the album Bhimu - Single
February 26, 2025
Label3665980 Records DK
LanguageEnglish
BPM64
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Music Video

Music Video

Lyrics

Sei mukuwanza mabouncer
Ghetto yut haritongwe negym
Passa passa kudii kwacho
Skeez hadzitengwe nebeam
Type shi type shi kudii kwacho
Tattoo harigezwe nevim
Gangsta gangsta madii paye
Mwana auya kuvenue nejean
Sei mukuwanza mabouncer
Ghetto yut haritongwe negym
Passa passa kudii kwacho
Skeez hadzitengwe nebeam
Type shi type shi kudii kwacho
Tattoo harigezwe nevim
Gangsta gangsta madii paye
Mwana auya kuvenue nejean
Straight kumaniggaland
Tsika jazzman taka booker flight
The last guy akakwanisa kubuda mughetto
Akasiya atidzimira light
Type shi, kutanga ndambodziisa mushini
Tiripakubudirana banga boys kwete zvekushafa mupini
Baby rangu, baby rei usina mota unozongosuffer mudhiri
Vana boys tochimhanya tiri tega
Hatimirire kupinzwa muskiri
Hatidzoke reverse
Yeah hatidzoke reverse
Pazvese tingatodzoka revenge
Pane kudzosa magetsi
Hanzi makuti torera manice
Makutipomera maguys
Hapana patopisa takawanda
Kugaira kutorerana shine
Nikkas gonna gate keep them they act nice vokutorera ma rights
Gang gang haisvikirane same time kuno totobatirana line
Sei mukuwanza mabouncer
Ghetto yut haritongwe negym
Passa passa kudii kwacho
Skeez hadzitengwe nebeam
Type shi type shi kudii kwacho
Tattoo harigezwe nevim
Gangsta gangsta madii paye
Mwana auya kuvenue nejean
Sei mukuwanza mabouncer
Ghetto yut haritongwe negym
Passa passa kudii kwacho
Skeez hadzitengwe nebeam
Type shi type shi kudii kwacho
Tattoo harigezwe nevim
Gangsta gangsta madii paye
Mwana auya kuvenue nejean
Written by: Progress Rapha
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...