album cover
Simba (feat. Maeywon)
album cover
Simba (feat. Maeywon) was released on March 25, 2025 by Learn Zimbabwe Records as a part of the album Pariah
AlbumPariah
March 25, 2025
LabelLearn Zimbabwe Records
LanguageEnglish
BPM72
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Music Video

Music Video

Lyrics

Ndiko kusaka varikutaura zvakaipa pamusoro pangu
And havambozvida kana uchiita zvakanaka
Ivo havagone kufema kana iwe uchipenya
Chavanoziva ruvengo chete
Wakasimba uye usarase tariro
Nekuti Jesu anewe
Oh
He gon be always by my side like 4na5
So paunofeeler like you're tired remember this
Jesus got your back yes
You will never lack so chi chaungazode
Tell the Devil futsek im busy chasing checks
While they busy running a yap
Yea lord hold me down down down
Oh coz i know without you handizi chinhu
Tryna please everyone is so hard
Thats coz they only see the wrong
I guess i'll get my flowers when im gone
Ndiko kusaka varikutaura zvakaipa pamusoro pangu
And havambozvida kana uchiita zvakanaka
Ivo havagone kufema kana iwe uchipenya
Chavanoziva ruvengo chete
Wakasimba uye usarase tariro
Nekuti Jesu anewe
Uye usa uye usa rasa tariro
Uye usa uye usa ramba wakasimba
Uye usa uye usa rasa tariro
Uye usa uye usa ramba wakasimba
Written by: Takura Shonhai, Thabang Mangolo
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...