album cover
Chinhambwe
3,016
Music
Chinhambwe was released on July 27, 2009 by Sheer Sound as a part of the album Chinhambwe
album cover
Release DateJuly 27, 2009
LabelSheer Sound
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM85

Music Video

Music Video

Credits

PERFORMING ARTISTS
Oliver Mtukudzi
Oliver Mtukudzi
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Oliver Mtukudzi
Oliver Mtukudzi
Songwriter

Lyrics

Pamusoroi
Soroi
Karwiyo, karwiyo kanyoronyoro kanenge donje
Kamuri kunzwa kakanditsigira
Handingati ndekekutukana, kwete, bodo, tsvo, ah ah
Asi kutoti kanotsiura
Kuti kana uri muyenzi, iva muyenzi!
Hazvinei kuti kwawavhakacha
Muzukuru wako, munun'una wako
Angave sahwira anoshoreka zvakadini
Ringave roja, iwe uchibva sabhabha
Ukangova muyenzi, chiva muyenzi!
Haikona yenyu iya iya
Yenyu iya yekuti katongero kunoita uri kwako
Ndokowoda kusvikoita pese pese
Zvino pano pari pangu, tinoburana, tomutsana!
Kunyanya nyanya iyemi
Iyemi vemudhuze, iyemi vehama
Ndimi munoti kana motaura
Mobva mange muri kudivi kwangu
"Ko nhai iwe Tuku, ivo vepanext door
Zvamunocheka hedge vachikanda marara kwenyu kunoku
Munombogarisana sei?"
Ahh ndozvawavinga? Tomutsana, toburana!
Vehamawe, vehamawe
Musakanyane nemuvakidzani wangu
Kwamugere kure kure
Vehamawe, vehamawe
Musakanyane nemuvakidzani wangu
Kwamugere kure kure
Chinouya chinoona inini
Kwekupotera kumuvakidzani
Kwamugere kure kure
Chinouya chinoona inini
Mafuratira marova
Kwamugere kure kure
Chinhambwe!
Musazvirove matundundu
Kushambadza wedu haanzwaro
Kwamugere kure kure imi
Musazvirove matundundu
Kushambadza wangu haanzwaro
Kwamugere kure kure
Chinhambwe!
Vehamawe vehamawe
Musakanyane nevavakidzani wangu
Kwamugere kure kure
Vehamawe vehamawe
Musakanyane nevavakidzan-
Written by: Oliver “Tuku” Mtukudzi
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...