album cover
Denga
105
Reggae
Denga was released on May 29, 2025 by Evs Empire as a part of the album Chindinzwai Mwari
album cover
Release DateMay 29, 2025
LabelEvs Empire
LanguageEnglish
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM89

Music Video

Music Video

Credits

PERFORMING ARTISTS
Ally D
Ally D
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Alois Mupfupi
Alois Mupfupi
Songwriter
PRODUCTION & ENGINEERING
Steezy
Steezy
Producer

Lyrics

For the Lord is my shepherd.
I shall not want.
Yor yor smiling.
Yor yor ever smiling.
Nekuti ndiri Josepha.
Ndinoda vatengesi kuti ndiite chibaba.
Vanondidhonzerawo kumashure.
Vadzva ndiri dumbo reparekeni wowo.
Pandichabuda ipapo, ndichaenda kumberi zvinobhowa.
Pavachandisiya I'll be far away.
Ndoenda kumberi zvinobhowa ndichaimba.
Maindikokera simba rangu wow wow.
Muchiti muriku pulla.
Ropafadzai vavengi vangu wo.
Munamato parinobuda zuva ndichaimba..
Maindikokera simba rangu (heyaa).
Muchiti muri kupulla (hoaa).
Ropafadzai vavengi vangu (heyaa).
Munamato parinobuda zuva.
Nekuti Denga Harindishaire Plan woo.
Denga harindishaire plan.
Jehovah havandishaire woo.
Jehovah havandishaire plan.
Hoyaa zviri mumaoko vanonditorera.
Asi kana Mwari vachitendera.
Ndobvuma zvinodaro nechinangwa.
Nekuti vane zvavanondigadzirira.
See mi a go rise an empire.
It is burning in my heart.
Simba raMwari harimbo expire.
Jah Jah army ndiri warrior.
This is the energy they wanna drain oyee.
But Jesus is amazing yer.
Eyes on the prize I know what I'm chasing yer.
Pasi rino richazonzwa izwi rangu.
They wish to take everything I'm embracing ow woo.
But Jesus is amazing yer.
Iri pandiri ndoinonzi blessing yer.
Pasi rino rinchazonzwa izwi rangu ndichaimbaaaa..
Maindikokera simba rangu (heyaa).
Muchiti muri kupulla (hoaa).
Ropafadzai vavengi vangu (heyaa).
Munamato parinobuda zuva.
Nekuti Denga Harindishaire Plan woo.
Denga harindishaire plan.
Jehovah havandishaire woo.
Jehovah havandishaire plan.
Nekuti Denga Harindishaire Plan woo.
Denga harindishaire plan.
Jehovah havandishaire woo.
Jehovah havandishaire plan.
Ndiri Josepha.
Ndoda vatengesi kuti ndiite chibaba.
Vanondidhonzerawo kumashure.
Vadzva ndiri dumbo reparekeni wowo.
Ndichibuda ipapo.
Ndoenda kumberi zvinobhowa.
Ndichingobuda I'll be far away.
Ndoenda kumber zvinobhowa ndichaimbaaa.
Maindikokera simba rangu (heyaa).
Muchiti muri kupulla (hoaa).
Ropafadzai vavengi vangu (heyaa).
Munamato parinobuda zuva.
Nekuti Denga Harindishaire Plan baba.
Denga harindishaire plan.
Jehovah havandishaire ubaba.
Jehovah havandishaire plan.
Nekuti Denga Harindishaire Plan kaaa.
Denga harindishaire plan.
Jehovah havandishaire woow woow.
Jehovah havandishaire plan.
Oaaaah
Written by: Alois Mupfupi
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...