album cover
Simba Rako
186
Hip-Hop/Rap
Simba Rako was released on June 9, 2025 by 5784081 Records DK as a part of the album Ndakusasa Mixtape - EP
album cover
Release DateJune 9, 2025
Label5784081 Records DK
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM83

Credits

PERFORMING ARTISTS
Yadis
Yadis
Rap
COMPOSITION & LYRICS
Caroline Ruwarashe Mwedzi
Caroline Ruwarashe Mwedzi
Songwriter
PRODUCTION & ENGINEERING
RE:active
RE:active
Producer

Lyrics

Tough times
Ndakusasa
Tough times
Blood, sweat and tears going down the drain. Ndo doubter
Vanopa recognition for your effort when you show up
Because zviri expected from you
Even zvakadzvanya, haubvumidzwe kushaya
Unotumira yaunayo
Unomukira kutsvaga paunoziya kuti hapana
Chaunowana, ringorisango
Ungazonzi uno deepisa too much
Saka hapana zvauno taura, zvingori mukati
But zvinokupedza from the inside, my G
Unozvivenga coz when you try, hauhwini
Imbozvipa grace, and in due time, you'll see
Uri simbi yebasa, my G
Unozvi vhunza but hapana proof
Yekutadza kushanda kwako
Zvine nharo
Zvine nharo
Unozvi vhunza but hapana proof
Yekutadza kushanda kwako
Une basa, simba rako ngariwande
Written by: Caroline Ruwarashe Mwedzi
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...