album cover
Ngozi
6
Alternative
Ngozi was released on July 4, 2025 by SekeSide Records as a part of the album Still Pain EP
album cover
Release DateJuly 4, 2025
LabelSekeSide Records
LanguageEnglish
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM74

Music Video

Music Video

Credits

PERFORMING ARTISTS
seke mutema
seke mutema
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Shelton Masvii
Shelton Masvii
Songwriter
PRODUCTION & ENGINEERING
Chibeat Chatanto
Chibeat Chatanto
Mastering Engineer

Lyrics

Vakatimutsira ngozi
Ndinochemera ngirozi
Indipukute misodzi.
Zvikurema kunge load
Mupangara muroad
Pindirai. Lord.
Zviri pandiri zvihombe
Kuti zvifambe panoda kuripwa Mombe
Otherwise munofa muri marombe
Nzinza rako rakavhura hombe.
Hanzi ndisaite mari
Ngaite tsaona nemotokari
Asaite bag nemagitare.
Panoenda vamwe. Iye asare
Wangu. Hapana make up
Pakashata
Mhepo dzacho dzinosimudza narata
Zvinonditsoma nekuhope ndakavata
Zvakutomboda. Ndimbonamatirwa kwa Fata
Vakatimutsira ngozi
Ndinochemera ngirozi
Indipukute misodzi.
Zvikurema kunge load
Mupangara muroad
Pindirai. Lord.
I need to be Man
Ndofana kubreaker chain
Wangu ndofira mugame
Dakutengera moms den
Kuzama ku cover pain
Kuzama jamba drain
Kuita make it rain
Ndichazvichinja mheni
Ndichazvichinja kunge change money
Live wire ndiri kutokutipa haisi sketch funny
Hupenyu mutori haasi ma funny enda ku church mhani
Mweya yetsvina inokutsoma panoda jorodanhi
Mugumbo ne jordan 4. Then Job done
Usakwati satani gara uchiziva jah ndo plan
Vakatimutsira ngozi
Ndinochemera ngirozi
Indipukute misodzi.
Zvikurema kunge load
Mupangara muroad
Pindirai. Lord.
Written by: Shelton Masvii
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...