album cover
SAD
R&B/Soul
SAD was released on November 18, 2025 by 4626785 Records DK as a part of the album SAD - Single
album cover
Release DateNovember 18, 2025
Label4626785 Records DK
LanguageEnglish
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM61

Credits

PERFORMING ARTISTS
Wellykproductions
Wellykproductions
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
TINASHE RUDZIVA
TINASHE RUDZIVA
Songwriter
PRODUCTION & ENGINEERING
Vojtěch Daníček
Vojtěch Daníček
Producer

Lyrics

You see in life
You get knocked down a lot
You gotta keep getting up man
You gotta keep getting up
No matter how hard you get knocked down
Get the f up man Its not over
The battle keeps going man
Kana usina mari hausi munhu
Chero nhamo inokusema inokurimira muganhu
Pressure zero kune avo vane bag
Vakasvika chero pai havambobvunzwe nemunhu
Kana usina mari hausi munhu
Chero nhamo inokusema inokurimira muganhu
Pressure zero kune avo vane bag
Vakasvika chero pai havambobvunzwe nemunhu
Kana usina mari hausi munhu
Chero nhamo inokusema inokurimira muganhu
Pressure zero kune avo vane bag
Vakasvika chero pai havambobvunzwe nemunhu
Ndiani akati john haana dhiri
Ndiani akaita kuti benzi rishayewo hunhu
Who is this that's causing all this strife
Vapfana vakufamba muzvikoro nemaKnives
Hanzvadzi dzakuwanikwa husiku
Pesu pesuvachiyanika maBodies for a price
Ndiani achakamirirawo Jesu
Ndiani ane hakatwa dzaita munhu vanhu varambe Yesu
Kana usina mari hausi munhu
Chero nhamo inokusema inokurimira muganhu
Pressure zero kune avo vane bag
Vakasvika chero pai havambobvunzwe nemunhu
Kana usina mari hausi munhu
Chero nhamo inokusema inokurimira muganhu
Nhamo yacho ndeyekubvaruka bhaaaachi
(hooohaaa)
Ndazama zvese ini ndasakura ndazunza zunza
Dhora remabond rinorema
Patown hapadi munhu anoyema
Ukaita zvekutamba unofema
Vakawanda vanenyora dzakatemwa
Kazhinji uri one ari ega
Hahuna back yangu wangu
Vachikusekererai muri mega
Waenda vanoti musoro bhangu
Written by: TINASHE RUDZIVA
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...