album cover
Saru
album cover
Saru was released on November 28, 2025 by Boomslang Production / Sound Citi as a part of the album Saru - Single
ReleasedNovember 28, 2025
LabelBoomslang Production / Sound Citi
LanguageEnglish
BPM111
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Lyrics

"Kazz Khalif"
Saru
Sarudza iyee yeah
Saru
Sarudza iyee yeah
Hanzi Saru
Sarudza iyee yeah
Ndachuza Saru
Sarudza iyee yeah
Vaviri vaviri
Se Njiva
Totongo famba tiri two
Tenge tingori two chete
Senge Njiva tichingo famba
Tiri two
Saru
"Kadeya deya"
Sarudza iyee yeah
"Kadeya deya"
Hanzi Saru
"Kadeya deya"
Sarudza iyee yeah
"Kadeya deya"
Ndoda
Saru (x3)
"Kadeya deya"
Sarudza iyee yeah
Ndachuza
Saru (x3)
"Kadeya deya"
Sarudza iyee yeah
Vaviri vaviri
Se Njiva
Totongo famba tiri two
Tenge tingori two chete
Senge Njiva tichingo famba
Tiri two
Sarura wako
"kadeya deya nendorochena"
Wangu muchuku
"kadeya deya nendorochena"
Anozora ponzi
"kadeya deya nendorochena"
Ndomu chuza here
"kadeya deya nendorochena"
Ahh ndinonyara
"kadeya deya nendorochena"
Aywa ndinonyara
"kadeya deya nendorochena"
Nai Saru
"Kadeya deya deya"
"Kadeya deya"
Saru
"Kadeya deya deya"
"Kadeya deya"
Saru
"Kadeya deya"
Sarudza iyee yeah
"Kadeya deya"
Hanzi Saru
"Kadeya deya"
Sarudza iyee yeah yeah yeah
"Kadeya deya"
Ndoda
Saru (x3)
"Kadeya deya"
Sarudza iyee yeah
Ndachuza
Saru (x3)
"Kadeya deya"
Sarudza iyee yeah
Wetatu muzvina guhwa
Wechitatu muzvina guhwa
Wetatu muzvina guhwa
Wechitatu muzvina guhwa
Wetatu muzvina guhwa
Wechitatu muzvina guhwa
Wetatu muzvina guhwa
Wechitatu muzvina guhwa
Saru
"Kadeya deya deya"
"Wechitatu muzvina guhwa"
Sarudza iyee yeah
"Kadeya deya deya"
"Wechitatu muzvina guhwa"
Ndoda saru
"Kadeya deya deya"
"Wechitatu muzvina guhwa "
Sarudza iyee yeah
"Kadeya deya deya"
"Wechitatu muzvina guhwa"
Saru
Written by: Farhaan S Khan, Pride Mteliso, Samuel Gwanzura, Tanaka Siziba
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...