album cover

Hatikendenge

4,459Afro-Pop2026
album cover
00:00
00:05
00:20
00:25
00:30
00:45
00:55
01:00
01:15
01:25
01:40
01:55
02:10
03:00
00:00
03:20
Past 7 Days
Hatikendenge was discovered most frequently at around 1 minutes and 40 seconds into the song during the past week

Lyrics

[Intro]
D MURAH on the Mic Again
Eyo On_it_Producer
Hatikendenge Hatikendenge
[1st Verse]
Nhasi toripinda bhawa,
Mwana wese ita sawa sawa.
Kuno hakusi kucrawa,
Kuno hakusi kuWatch Tower.
Chitotanga kudira maHenessy,
Kuno tobuda kwachena knge gemenzi.
Chimbonditambidza ice,
Ndaona mababie ari hot kunge furnace.
Vakapfeka mini kunge tennis,
Ukabhaiza uchamisa Dennis.
Kuno tavinga happiness
Saka musada kufambisa heresy.
Saka chimbondidirira Coover,
Isu tofamba kwasviba kunge hubva,
Pakudiwa maUSA kunge UBA
Kana uchizeza kunyenga maCougar.
Chorus
Nekuti Kuno kumafaro kuno
Hatikendenge
Stress inobviswa kuno
Hatikendenge
Kana Nyadzi dzinobviswa kuno
Hatikendenge
Kana hembe dzinobviswa kuno
Hatikendenge
Hakuna anobvunza kuno
Hatikendenge
Mari yese inobviswa kuno
Hatikendenge
Chero rent inobviswa kuno
Hatikendenge
Hakuna anobvunza kuno
Hatikendenge
Nekuti Kuno kumafaro kuno
Hatikendenge
Kana Stress inobviswa kuno
Hatikendenge
Kana Nyadzi dzinobviswa kuno
Hatikendenge
Kana hembe dzinobviswa kuno
Hatikendenge
Hakuna anobvunza kuno
Hatikendenge
Mari yese inobviswa kuno
Hatikendenge
Chero rent inobviswa kuno
Hatikendenge
Hakuna anobvunza kuno
Hatikendenge
[2nd Verse]
Mwanasikana waina waina
Kuita kunge Namaqua,
Ane bhora ndiye achamakwa.
Varatidze Tarenda rese
Kuno hatisi kusabata.
Joy, joy, joy
Kuno hakuna mhoroi
Ingori Joy, joy, joy.
Hakuna pamusoroi
Ingori Joy, joy.
Kuno hakuna varoyi
Ingori joy, joy.
[Chorus]
Nekuti Kuno kumafaro kuno
Hatikendenge
Stress inobviswa kuno
Hatikendenge
Kana Nyadzi dzinobviswa kuno
Hatikendenge
Kana hembe dzinobviswa kuno
Hatikendenge
Hakuna anobvunza kuno
Hatikendenge
Mari yese inobviswa kuno
Hatikendenge
Chero rent inobviswa kuno
Hatikendenge
Hakuna anobvunza kuno
Hatikendenge
Nekuti Kuno kumafaro kuno
Hatikendenge
Kana Stress inobviswa kuno
Hatikendenge
Kana Nyadzi dzinobviswa kuno
Hatikendenge
Kana hembe dzinobviswa kuno
Hatikendenge
Hakuna anobvunza kuno
Hatikendenge
Mari yese inobviswa kuno
Hatikendenge
Chero rent inobviswa kuno
Hatikendenge
Hakuna anobvunza kuno
Hatikendenge
Nekuti Kuno kumafaro kuno
Hatikendenge
Stress inobviswa kuno
Hatikendenge
Kana Nyadzi dzinobviswa kuno
Hatikendenge
Kana hembe dzinobviswa kuno
Hatikendenge
Hakuna anobvunza kuno
Hatikendenge
Mari yese inobviswa kuno
Hatikendenge
Chero rent inobviswa kuno
Hatikendenge
Hakuna anobvunza kuno
Hatikendenge
Nekuti Kuno kumafaro kuno
Hatikendenge
Kana Stress inobviswa kuno
Hatikendenge
Kana Nyadzi dzinobviswa kuno
Hatikendenge
Kana hembe dzinobviswa kuno
Hatikendenge
Hakuna anobvunza kuno
Hatikendenge
Mari yese inobviswa kuno
Hatikendenge
Chero rent inobviswa kuno
Hatikendenge
Hakuna anobvunza kuno
Hatikendenge
Written by: Divine Muranda, Ezbornwage Chidamajaya

Shazam Footer

Select language:
Google Play Store
Apple App Store
Chrome Web Store
Galaxy Store

Follow Us

Loading...