album cover
Anondida
album cover
Anondida was released on March 2, 2026 by Royal Remnant Legacy as a part of the album Purpose
AlbumPurpose
March 2, 2026
LabelRoyal Remnant Legacy
LanguageEnglish
BPM109
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Music Video

Music Video

Lyrics

Ummm
It's Cleo
Yeahhh
Pandonamata
Mwari anondinzwa
Ozondi ropafadza
Nekuti anondida
Anondidawo Jesu
Anondida
Anondidawo Jesu
Anondida
Mwari
Rudo rwenyu Mwari
Runondi katyamadza
Munondinzwa pando pfugama
Dzimwe nguva ndinokakama Mwari
Asi munongotumira mhinduro
Ndobva ndaonawo shanduko
Mhiko dzewakaipa munodzitora muchidzifumura
Munopindura minyengetero
Munodurura Makomborero
Pandonamata
Mwari anondinzwa
Ozondi ropafadza
Nekuti anondida
Anondidawo Jesu
Anondida
Anondidawo Jesu
Anondida
Ndanga ndisingazvizive kuti Mwari anondida
Ndanga ndisinga zvione kuti
Mwari anondida
Ndanga ndisingazvizive kuti Mwari anondida
Anondida
Jesu Anondida
I'm gonna run to you
Muri bako rangu
I'm gonna run to you
Muri zvese zvangu
Moyo une Ronda Mwari ndapererwa
Mitoro yawanda Mwari Ndaremerwa
Asi munongotumira mhinduro
Ndobva ndaonawo shanduko
Mhiko dzewakaipa munodzitora muchidzi fumura
Munopindura minyengetero
Munodurura Makomborero
Pandonamata
Mwari anondinzwa
Ozondi ropafadza
Nekuti anondida
Anondidawo Jesu
Anondida
Anondidawo Jesu
Anondida
Ndanga ndisingazvizive kuti Mwari anondida
Ndanga ndisinga zvione kuti
Mwari anondida
Ndanga ndisingazvizive kuti Mwari anondida
Anondida
Jesu Anondida
Ndanga ndisingazvizive kuti Mwari anondida
Ndanga ndisinga zvione kuti
Mwari anondida
Ndanga ndisingazvizive kuti Mwari anondida
Anondida
Jesu Anondida
Written by: Cleopatra Arigondia Mheta
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...