album cover
Shaura
187
Gospel
Shaura was released on June 6, 2013 by Sonomo as a part of the album Tinaye Faithful God
album cover
Release DateJune 6, 2013
LabelSonomo
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM91

Music Video

Music Video

Credits

PERFORMING ARTISTS
Sabastian Magacha
Sabastian Magacha
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Sabastian Magacha
Sabastian Magacha
Composer
PRODUCTION & ENGINEERING
Sabastian Magacha
Sabastian Magacha
Producer

Lyrics

Mazuva ose unongochema
Kuchema kwako kusingaperi
Zuva nezuva nhamo ine nharo
Ohh ndiwo mutauro wako
Sei kugara uchidemba nhamo
Ndizvo here zviri muupenyu hwako
Sunday to sunday nhamo ine nharo
Ohh ndiwo mutauro wako
Hauzivi here kuti Mwari anokuda
Hapana zvimwe here zvaakakuitira
Cherechedza zvaunazvo ugomutenda
Jehovah Jireh Mwari wangu ndinotenda
Haikona kupedza nguva yako uchingodemba
Uchingopembedza nhamho seinotengwa
Cherechedza zvaunazvo ugomutenda
Jehovah Jireh Mwari wangu ndinotenda
Shaura
Utaurire vanhu vose zvaakakuitira
Jesu
Written by: Sabastian Magacha
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...