album cover
2026
147
Hip-Hop/Rap
2026 was released on April 4, 2026 by Riot Crew as a part of the album 2026 - Single
album cover
Release DateApril 4, 2026
LabelRiot Crew
LanguageEnglish
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM82

Music Video

Music Video

Credits

PERFORMING ARTISTS
Breezie Beats
Breezie Beats
Background Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Madalitsl Salila Musarira
Madalitsl Salila Musarira
Songwriter
PRODUCTION & ENGINEERING
Breezie Beats
Breezie Beats
Executive Producer
Noel Have Mercy
Noel Have Mercy
Mastering Engineer

Lyrics

Usandibvunze sei tisisalinke une energy iri weird
Zvevanhu vanoda kurerutsa masinhi
Handinakirwe
Ndogara paseri apo
Ukazvimba huya tirwe
Ndonang chero mwana wani
Wangu handina fear
1
Year Rasara kuti ndisvike top
Two years ago wangu ndaikoshesa stock
Three years ago ndandisina kana clobha
Four
Ndikadzoka muchaona tsvuku
sanike Klopp
Kutaura nezvaJesu makatengesa masoul
Zuva paronyura monolinker nezvidhoma
Miswai
Nguva ndoyareba muchitidrawer
Why musingande kubvuma kuti kupera kuriko
Ndati 2023 ndaimukira danda kwanaJonso
Nange kuma2 bucks kusadza nemabhonzo
Batika paden aizobatikana zozo
Boys rakandibuka tazobatisana mhonso
Ndati 2026 macharts ndakazadza
2026 ndoda bhama rinaBagga
Musoro ndakacrotcher handichalinke nemabarber
Maimbonyara nesu maitiridza makahwanda
Maimbonyara nesu kunge porn
Mairidza vasingaone
Wese anoda feature bata Bhonono paphone
Maimbotuma isusu kumaice kuti vanhu vaone
Dikinya ratanga ndokuonesai horror
Gore ratopera takabata line
Tisu gen'a richatenga mota nemarhymes
Kana zhet risingapere usandidyire time
Kwandobva boys rine zvivindi havakwate crime
Kwandobva vana vanodyiwa nevane mamine
Taura verse Usandibvunze zvemastar signs
Kane brain kana kufazh kainzi megamind
Kuchinja color watokura wakutsvaga grind
Chinja bhutsu usazotsomwe nemacomments
Elviddo ane energy
Vakawana nguva vanokupedza vanokufemesa
Carol akangofona unopera nemaseconds
Ada ukande mari yemanails pakati pemwedzi whoaa
Ada ukande mari yemanails pakati pemwedzi
Ukutasei
Ada ukande mari yemanails pakati pemwedzi whoaa
Written by: Madalitsl Salila Musarira
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...