album cover
Usandishore
album cover
Usandishore was released on June 10, 2026 by INNOMUNO LLC as a part of the album Usandishore - Single
June 10, 2026
LabelINNOMUNO LLC
BPM144
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Lyrics

Ooo yeah yeah yeah
Ooo yeah yeah yeah
Mwana wangu usandishore
Mwana wangu usandishore
Iwe mwana wangu usandishore
Mwana wangu, usandishore
Zvinhu zvandinoreva ndozviziva
Usatore masoko womakusira
Bata nawo mashanu wozvishandira
Nzira zvainounza wozvigashira
Chero iri shereni yawashandira
Inopfura mazana okukwereta
Nhapitapi yenyika inoparira
Huruva kurufu ukasangwarira
Tora moyo wakasanangurwa
Simba haripere, usamhanyire
Wakangofanana naSamero
Terera masoko uzongwarira
Wangu, yeah
Uri mwana wangu
Usandishore
Ndipei mukana masoko ane uturu
Dai zvaibvira ndaipira kuvakuru
Nyika yakaoma takuswera mumasango
Chese chinouya chotiwisira mugango
Ini ndinotraya asi zvinhu zvakadzvanya
Pese pane pressure ndiani angandigama
Kana veukama havadi nekundiona
Dai maiziva zvinondirwisa muhope maitya imi
Tora moyo wakasanangurwa
Simba haripere, usamhanyire
Wakangofanana naSamero
Terera masoko uzongwarira
Wangu, yeah
Uri mwana wangu usandishore
Mwana wangu usandishore
Mwana wangu usandishore
Mwawana wangu usandishore
Mwana wangu, usandishore
Written by: Innocent E Tswamuno
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...