album cover
MUGOVE
1,312
Hip-Hop/Rap
MUGOVE was released on May 24, 2026 by 7393332 Records DK as a part of the album MUGOVE - Single
album cover
Most Popular
Past 7 Days
00:00 - 00:10
MUGOVE was discovered most frequently in the first few seconds of the song during the past week
00:00
00:15
02:50
00:00
03:05

Music Video

Music Video

Lyrics

Intro:
Mwana wese achapihwa mugove
Zita rangu vachiriisa mundove
Ukazviimba shaa better utove
L.X.A Getting Paid Boy
Young Government (Young Government)
Chorus:
Mwana wese achapihwa mugove
Zita rangu vachiriisa mundove
Ukazviimba shaa ita utove
Zvaita vamwe musa svore
Ahh mwana wese achapihwa mugove
Vachiisa mundove
Ukazviimba shaa better utove
Zvinhu zvangu shaa usashore
Verse One:
Imbozvitarisa mukati
Musati majaja vanhu
Akabatwa nechirwere
Akuda kuzadza vanhu
Ndikuda love ndosaka
Ndikungo hugger 🫂 vanhu
Hauone zvipachena
Zvondirwadza mhani
Jehovah ndakuda
Tea nemabhisvo (Jehovah)
Jehovah ndakuda
Kufamba vhiri 4
Danai vaya vaindikandira
Mavhu mumaziso
Asi hupenyu ikwire dzike
Kunge siso
Chorus:
Piiiihwa mugove
Zita rangu vachiriisa mundove
Ukazviimba shaa ita utove
Zvataita vamwe musasvore
Ahhh mwana wese achapihwa mugove
Vachiisa mundove
Ukazviimba shaa ita utove
Zvinhu zvangu haunga svore
Verse 2:
Chero Noah
Hapana akamu believer
Hamudi kupa
Moda kuramba muchi receiver
Wakandibuka ndiri kuedza kunzwisisa
Zvamakaita gara wandiudza ndozvinimipa
Ahhh mablessings
Mwari rambai muchindipa
Handimire kurinda muchinjikwa (muchinjikwa)
Pandotadza ndoda kudzidziswa
Dhilai navo vanoda kundipfidzisa
Chorus:
Mwana wese achapihwa mugove
Zita rangu vachiriisa mundove
Ukazviimba shaa ita utove
Zvataita vamwe musa svore
Mwana wese achapihwa mugove
Vachiisa mundove
Ukazviimba shaa ita utove
Zvataita vamwe musasvore
Mwana wese achapihwa mugove
Vachiisa mundove
Ukazviimba shaa ita utove
Zvinhu zvangu shaa haunga svore
The beat goes 🎹
ITAI BASA!!
```
Written by: Levin Takunda Mukondori
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...