album cover
Nineteen
album cover
Nineteen was released on May 23, 2026 by Seh Tich as a part of the album Nineteen - Single
May 23, 2026
LabelSeh Tich
BPM97
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Lyrics

Ndingori nineteen zvamanje manje
Handina chinhu zvamanje manje but
Ndongo namatira kumberi kuti zviite Nani vamwe vari kufa vezera rangu dai mwari mandi kwanisa kuchengeta hupenyu hwangu
Ndiite mari ndisazonetsa hama dzangu
Ndiite munhu ndisazo netsa
Paya paya tiri kufazh nhamo dzese taivharira mublazer
Nhamo dzese taivharira mublazer
Nhamo dzese taivharira mu Unaz
Ndakuzviona kuti ndakaita chibharanzi
Mufunge chikoro changa chisina kumbowoma
But ndini hangu ndaka looser focus
Ndini hangu ndaka looser focus
Ndakuzviona kuti ndakaita chibharanzi
Sichaz yakutoda jesu kupindira
Yah ndisiye chamba ndisiye hwahwa
Zvinodhakwa kana h$$$ rikasekerere yah ndisiye pfeve ndisiye hutsinge
Ko Ini ndaizvida sei zveku puta mbanje
Ndaizvida sei kugara ndakanamwa rasta
But mbanje dzikapera ndakuda dzimwe
Mari yembanje ikapera ndakuda yimwe End game nda tsotsi repa Mhamha ndogona kudzipwa mumacorner umo
Masister kumaraini kuvhura gumbo kunge bhoika
Dumbo rangozara nema morning after
Kuparty kudance macondomd ndakashafa
Hazvisisina kana mwari mukati
Hazvisisina kana juse mukati
Maghetto yuts haasi kusvika kana 30 wangu
Ndingori nineteen zvamanje manje
Handina chinhu zvamanje manje but
Ndongo namatira kumberi kuti zviite Nani vamwe vari kufa vezera rangu dai mwari mandi kwanisa kuchengeta hupenyu hwangu
Ndiite mari ndisazonetsa hama dzangu
Ndiite munhu ndisazo netsa
Ndombozvivhudza ko ndikafa
Patouchline paunofarira bhururu
Wangu ko ukafa
Neshamwari dzako dzema panga idzi bhururu
Mmm ko ukafa
But jahjah anondi protector Any where
Any where ndoita predator
Written by: Hilton Mashaya

Loading...