album cover
Todii
album cover
00:00
00:25
00:40
01:00
01:10
01:25
01:40
01:45
02:00
02:15
02:25
02:30
02:40
02:45
02:50
03:00
03:05
03:10
03:20
03:30
03:35
03:55
04:20
04:25
04:40
04:45
04:50
05:25
05:30
05:35
05:40
06:45
00:00
06:53
Past 7 Days
Todii was discovered most frequently at around 25 seconds into the song during the past week

Music Video

Music Video

Lyrics

Hoo todii? (Senzeni?)
What shall we do? (Tingadii?)
Senzenjani? (What shall we do?)
Hoo todii? (Senzeni?)
What shall we do? (Tingadii?)
Senzenjani? (What shall we do?)
Hoo todii? (Senzeni?)
What shall we do? (Tingadii?)
Senzenjani? (What shall we do?)
Hee todiiko? (Senzeni?)
What shall we do? (Tingadii?)
Senzenjani? (What shall we do?)
Zvinorwadza sei kurera rufu mumaoko (ungadii uyinahwo hutachiwana?)
Zvinorwadza sei kuchengeta rufu mumaoko (ungadii uyinahwo hutachiwana?)
Bva zvapabata pamuviri pasina raramo (ungadii uyinahwo hutachiwana?)
Bva zvapatumbuka pamuviri pasina raramo (ungadii uyinahwo hutachiwana?)
Hee todii? (Senzeni?)
What shall we do? (Tingadii?)
Senzenjani? (What shall we do?)
Hoo todii? (Senzeni?)
What shall we do? (Tingadii?)
Senzenjani? (What shall we do?)
Hee todii? (Senzeni?)
What shall we do? (Tingadii?)
Senzenjani? (What shall we do?)
(Senzeni?)
(Tingadii?)
(What shall we do?)
Hee todii? (Senzeni?)
What shall we do? (Tingadii?)
Senzenjani? (What shall we do?)
Hoo todii? (Senzeni?)
What shall we do? (Tingadii?)
Senzenjani? (What shall we do?)
Hee todii? (Senzeni?)
What shall we do? (Tingadii?)
Senzenjani? (What shall we do?)
Zvinorwadza sei kubhinywa newaugere naye (ungadii uyinahwo hutachiwana?)
Zvinorwadza sei kubhinywa neakabvisa pfuma (ungadii uyinahwo hutachiwana?)
Achiziva unahwo hutachiwana (ungadii uyinahwo hutachiwana?)
Ende uchiziva unahwo hutachiwana (ungadii uyinahwo hutachiwana?)
Hoo todii? (Senzeni?)
What shall we do? (Tingadii?)
Senzenjani? (What shall we do?)
Hoo todii? (Senzeni?)
What shall we do? (Tingadii?)
Senzenjani? (What shall we do?)
Hee todiiko? (Senzeni?)
What shall we do? (Tingadii?)
Senzenjani? (What shall we do?)
Seri kweguva hakuna munamato varume, tapererwa (hutachiwana)
Dondipai mazano (ungadii uyinahwo hutachiwana?)
Seri kweguva hakuna munamato varume, tapererwa (hutachiwana)
Dondipai mazano (ungadii uyinahwo hutachiwana?)
Seri kweguva hakuna muteuro mambo, tapererwa (hutachiwana)
Dondipai mazano (ungadii uyinahwo hutachiwana?)
Seri kweguva hakuna muteuro mambo, tapererwa (hutachiwana)
Dondipai mazano (ungadii uyinahwo hutachiwana?)
Seri kweguva hakuna munamato varume tapererwa (hutachiwana)
Dondipai mazano (ungadii uyinahwo hutachiwana?)
Seri kweguva hakuna muteuro mambo tapererwa (hutachiwana)
Dondipai mazano (ungadii uyinahwo hutachiwana?)
Haa todii? (Senzeni?)
What shall we do? (Tingadii?)
Senzenjani? (What shall we do?)
Hoo todii? (Senzeni?)
What shall we do? (Tingadii?)
Senzenjani? (What shall we do?)
Hee todiiko? (Senzeni?)
What shall we do? (Tingadii?)
Senzenjani? (What shall we do?)
Written by: Oliver “Tuku” Mtukudzi
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...