album cover
TINYARADZEI
album cover
TINYARADZEI was released on August 30, 2026 by Davison Dzimba Sk Music as a part of the album TINYARADZEI - Single
ReleasedAugust 30, 2026
LabelDavison Dzimba Sk Music
LanguageEnglish
BPM
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Lyrics

Hupenyu ingano yebenzi unozongoona yopenderwa
Hakuna angazive Nguva
Kune chinhu chakaoma Baba chinotinetsa kutambira Nyangwe chikasave chitsva paupenyu Moyo haugamuchiri
Ndirwo Rufu uuuuuhuuuum
Tinyaradzei Baba
Tinyaradzei Mwari
Tinyaradzei Baba
Tinyaradzei Mwari
Tinyaradzei Baba
Tinyaradzeiwoooo
Zvinodzimba Moyo munozviziva
Zvinodzimba Moyo munozviziva
Mwari Wetsitsi ndauyazvee Ndimi munyaradzi Zvinodzimba Moyo munozviziva
Mwari Mwari Wetsitsi Ndimi munyaradzi
Zvinodzimba Moyo munozviziva
Mwari Mwari Ndimi munyaradzi
Zvinodzimba Moyo munozviziva
Ndidzidziseiwo Mutsvene kuverenga mazuva angu ndizviwanire Moyo
Moyo wakachenjera
Mazuva akaipa aya
Mazuva akaipa aya
Mwari Mwari Wetsitsi Ndimi munyaradzi
Zvinodzimba Moyo munozviziva
Mwari Mwari Ndimi munyaradzi
Zvinodzimba Moyo munozviziva
Tinyaradzei Baba
Tinyaradzei Mwari
Tinyaradzei Baba
Tinyaradzei Mwari
Tinyaradzei Baba
Tinyaradzeiwoooo
Written by: Davison Dzimba
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...