album cover

Chigutiro

26Music2026
album cover
Chigutiro was released on October 20, 2026 by Hectic Yard as a part of the album Paruware
ReleasedOctober 20, 2026
LabelHectic Yard
LanguageEnglish
BPM
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Lyrics

Ayo Reactive
Mi Pro-active innit bredda
Ya see me!?
Yadis Yadat
Pandopinda soo
Tell em tiri tell em tiri bho
Okay Flex
(Iwe.Reactive)
Ahhhh ukatamba uchidaiso
vanhu vanomira hall
Wafadza masalala nama ginda-go
Uyu ndakumutsenga handimbopfira noo
Ahaaaaa
Ahhhhh uyu mwana ndomuda
Pajabhuna ndakakiya door
Fanika kumakuva ndinofirapo
Muriwo type uyu hauneede rogor
Tamuna yo
Tamuna yo
Mainini ndabvuma ohhhh
Medhula mbombombo ndagulapo
Chigutiro Chigutiro
Tamba wakafirimba
Chigutiro ahhhhh Chigutiro
Tamba wakafirimba
Munda wandarima imo imomo
Vanhu musacharika
Chigutiro ahhhhh Chigutiro
Tamba wakafirimba
Ndine chikumbiro
Usavate usati wandi replya
Handisparkwe nevamwe vanhu
Ndine chikumbiro
Usatange wafirita ma pic aya
Nepaunofirima, firima
Imma give you the world, ndokufenzera
Imma give you the world
Ndokutengera zvese zviri muGalaxy Mall
Ndokufenzera
Imma give you the world
(Zvese zvirimo)
Rudo rwaunawo
Ndoda nemubhakosi
And I'm keeping you close to me
Chigutiro Chigutiro
Tamba wakafirimba
Chigutiro ahhhhh Chigutiro
Tamba wakafirimba
Munda wandarima imo imomo
Vanhu musacharika
Chigutiro ahhhhh Chigutiro
Tamba wakafirimba
Written by: Caroline Ruwarashe Mwedzi, Prince Joshua Chikomborero Gwenambira

Shazam Footer

Select language:
Google Play Store
Apple App Store
Chrome Web Store
Galaxy Store

Follow Us

Loading...