Lyrics

Zvamakatisiya tiri tega onai nhasi takura Zvamakatisiya tiri tega onai nhasi takura Iyaya honde Iyaya honde Iyaya honde Iyaya honde Iyaya honde Bwai bwai Bwai bwai makanga musiko Bwai bwai maivata ikoko Bwai bwai makanga musiko imi Bwai bwai maivata ikoko Maziso kutsvuka kunge nhengeni Nembiri yehwahwa Sandi muromo kuchena nokunanzva masese Maziso kutsvuka kunge nhengeni Nembiri yehwahwa Sandi muromo kuchena nokunanzva masese Hoye Honai nhasi takura isu Hoye Honai nhasi takura isu Hoye Tava neveduwo Honai nhasi takura isu Zvamakatisiya tiri tega onai nhasi takura Zvamakatisiya tiri tega onai nhasi takura Tikati tava neveduwo Hamungasviki kwatiri mukati kwaziwai nherera Hamungasviki kwatiri mukati kwaziwai nherera Nherera ndianiko? Iyaya honde Iyaya honde Iyaya honde Iyaya honde Iyaya honde Inga mwairimukira imwi Iro remaricho Inga mwairimukira imwi Iro remaricho Sandikupura nemasimba Zviyo hazvisi zvenyu imi sekuru Inga maimuka muchibata jongwe muromo imi Mairihwepi mazuva ese Inga maimuka muchibata jongwe muromo imi Mairihwepi mazuva ese Hwai hwai Hwai hwai makanga musiko Hwai hwai maivata ikoko Hwai hwai makanga musiko imi Hwai hwai maivata ikoko Zvamakatisiya tiri tega onai nhasi takura Tikati tava neveduwo Zvamakatisiya tiri tega onai nhasi takura Tikati honai takura nhasi vakomana Hamungasviki kwatiri mukati kwaziwai imi nherera Hamungasviki kwatiri mukati kwaziwai imi nherera Nherera ndianiko Hamungasviki kwatiri mukati kwaziwai imi nherera Tikati nherera ndianiko Hamungasviki kwatiri mukati kwaziwai imi nherera Munoti kwaziwai Thobela Zvamakatisiya tiri tega onai nhasi takura Zvamakatisiya tiri tega onai nhasi takura
Writer(s): Andy Brown Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out