album cover
Serina
album cover
Serina was released on May 14, 2003 by Sheer Sound as a part of the album United We Stand
May 14, 2003
LabelSheer Sound
BPM
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy

Music Video

Music Video

Lyrics

Mukoma waSerina woye
Hee mukoma waSerina woye
Hee mukoma waSerina
Hee mukoma waSerina woye
Hee mukoma waSerina
Hee mukoma waSerina wandishaye mbama
Hee mukoma waSerina
Hee mukoma waSerina wandifake chibhakera
Hee mukoma waSerina
Hee mukoma waSerina wandikave bhutsu
Ndopaide moyo pana Serina
Kumurova mbama ndokunei?
Zvechihwande hwande isu taramba
Kumukava bhutsu ndokuneiko?
Mupeivo nguva naSerina
Zvezvibhakera ndozvineiko?
Ndinoda kuvaona vane vana
Kumukava bhutsu ndokunei?
Hee mukoma waSerina
Iyewo iye
Hee mukoma waSerina wandishaye mbama
Hee mukoma waSerina
Iyewo iye
Hee mukoma waSerina wandifake chibhakera
Hee mukoma waSerina
Iyewo iye
Hee mukoma waSerina wandikave bhutsu
Ndopaide moyo pana Serina
Kuvarova mbama ndokunei?
Zvechihwande hwande inga taramba
Kumukava bhutsu ndokunei?
Vapeivo nguva naSerina
Zvichida remangwana rakajeka
Ndinoda kuvaona vane mhuri
Kumukava bhutsu hakushande
Hee mukoma waSerina
Iyewo iye
Hee mukoma waSerina woye
Mukoma waSerina
Hee mukoma waSerina
Iyewo iye
Hee mukoma waSerina
Mukoma waSerina
Achava babamunini upenyu hwamangwana
Achava babamunini wenyu baba imi
Achava mwana mudiki wenyu mai wenyu mai
Hee mukoma waSerina
Iyewo iye
Hee mukoma waSerina woye
Mukoma waSerina
Hee mukoma waSerina
Iyewo iye
Hee mukoma waSerina woye
Mukoma waSerina
Hee mukoma waSerina
Iyewo iye
Hee mukoma waSerina wandishaye mbama
Hee mukoma waSerina
Iyewo iye
Hee mukoma waSerina wandifake chibhakera
Hee mukoma waSerina
Iyewo iye
Hee mukoma waSerina wandikave bhutsu
Mupeivo nguva naSerina
Kumurova hakubatsire
Ndoda kuvaona vave mhuri
Kumukave bhutsu ndokunei?
Ndopaida moyo pana Serina
Kumurova mbama ndokunei?
Zvechihwande hwande ini ndaramba
Kumukava bhutsu ndokunei ndokunei?
Mukoma waSerina woye
Iyewo iye
Hee mukoma waSerina woye
Mukoma waSerina
Hee mukoma waSerina
Iyewo iye
Hee mukoma waSerina woye
Mukoma waSerina
Hee mukoma waSerina
Iyewo iye
Hee mukoma waSerina woye
Mukoma waSerina
Hee mukoma waSerina
Iyewo iye
Hee mukoma waSerina woye
Mukoma waSerina
Hee mukoma waSerina
Iyewo iye
Hee mukoma waSerina woye
Mukoma waSerina
Hee mukoma waSerina
(Zvechihwande hwande isu taramba)
Hee mukoma waSerina
Iyewo iye
Hee mukoma waSerina woye
Mukoma waSerina
Hee mukoma waSerina
Iyewo iye
Hee mukoma waSerina
Mukoma waSerina
Hee mukoma waSerina woye
Iyewo iye
Hee mukoma waSerina woye
Mukoma waSerina
Hee mukoma waSerina
iyewo iye
Hee mukoma waSerina woye
Mukoma waSerina
Hee mukoma waSerina
Iyewo iye
Hee mukoma waSerina
Mukoma waSerina
Hee mukoma waSerina woye
Iyewo iye
Written by: J. Indi, Louis Mhlanga, Oliver “Tuku” Mtukudzi
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...