album cover
Muchi Round
10.131
World
Muchi Round adlı parça {albumName} albümünün bir parçası olarak ChillSpot Records, distributed by Jungle Entertainment Ventures tarafından 23 Haziran 2019 tarihinde yayınlandıBhiza (Mutasvi) - Single
album cover
Çıkış Tarihi23 Haziran 2019
FirmaChillSpot Records, distributed by Jungle Entertainment Ventures
Melodiklik
Akustiklik
Valence
Dans Edilebilirlik
Enerji

Müzik Videosu

Müzik Videosu

Şarkı sözleri

Vhura door
Musavasiye Uncle Bakkie
Kana ndadairwawo ma-sister Kiki
Inini Stallion, Enzo Ishall
Where we're say no
George Norton
Ndasimuka naMandebvu
Nekuti munaChivabvu
Bvarura bvarura achinzi marubvu rubvu
Kudamburirana ichi neichi kutosara nechikobvu
Kili kili, i-link kubva pandakalinka naMars
Shatta Wale tsikirira Adidas
Nekuti chivindi chiri pasi
Ishall
Patinopinda muchi-round
Kuda kumira pamunomira majaindi
Nguva, fambirana nemataundi
Ma-gangster paari ndipo pane sound
Ziva, tenge tirimo mu-round
Kuda kumira pamunomira majaindi
Nguva, fambirana nemataundi
Ma-gangster paari ndipo pane sound
Muma streets mu-jungle
Tichibva neimwe angle
Tasiyana side tiri pa-rectangle
Chakarembera mukute kwete kuti bangle
Me tell you, haiperere kuluzi luzi ibhaizi
Kusimuka nechirungu kwatinoti rise
Kunoda kudzidza kune vacho vari wise
Wakasara nemadofo wadzikira prize
Patinopinda muchi round
Kuda kumira pamunomira majaindi
Nguva, fambirana nemataundi
Ma-gangster paari ndipo pane sound
Ziva, tenge tirimo muround
Kuda kumira pamunomira majaindi
Nguva, fambirana nemataundi
Ma-gangster paari ndipo pane sound
Calistus, Gimston, Gadzo naBorder Blue
Tatangidzana wanika kapoza two
Kungoraura se-fish
Risati raora hande zheti riri fresh
Musavasiye Uncle Bakkie
Kana ndadairwawo ma-sister Kiki
Inini Stallion, Enzo Ishall
Where we're say no
George Norton
Patinopinda muchi round
Kuda kumira pamunomira majaindi
Nguva, fambirana nemataundi
Ma-gangster paari ndipo pane sound
Ziva, tenge tirimo muround
Kuda kumira pamunomira majaindi
Nguva, fambirana nemataundi
Ma-gangster paari ndipo pane sound
Muma streets mu-jungle
Tichibva neimwe angle
Tasiyana side tiri pa-rectangle
Chakarembera mukute kwete kuti bangle
Me tell you, haiperere kuluzi luzi ibhaizi
Kusimuka nechirungu kwatinoti rise
Kunoda kudzidza kune vacho vari wise
Wakasara nemadofo wadzikira prize
Patinopinda muchi round
Kuda kumira pamunomira majaindi
Nguva, fambirana nemataundi
Ma-gangster paari ndipo pane sound
Ziva, tenge tirimo muround
Kuda kumira pamunomira majaindi
Nguva, fambirana nemataundi
Ma-gangster paari ndipo pane sound
Mars on the beat
Musavasiye Uncle Bakkie
Kana ndadairwawo ma-sister Kiki
Inini Stallion, Enzo Ishall
Vhura door, oye
Levels, Ribe naFantan
Hadzirove, chavava
Three time, crime scene, thought
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...