Şarkı sözleri

Yo wait GMP hona mwana uyo Baba kani Ndachema zvangu Pawadarika wakonzeresa ruzha Hona varume vese varikuzhamba Vatsva moyo vatadza kuzvibata Wakanyanya, mhamha Pawangobudikira wakonzeresa miridzo Veduwee vakafa hapana chavakaona Ko kupenya kudai wakazoreiko Veduwee vakafa hapana chavakaona Hona body structure, hona step yachoo Veduwee vakafa hapana chavakaona Watora moyo yema Gallis, vese vakungokutarisa Veduwee vakafa hapana chavakaona Ndiwe definition yerunako yese Ndodonha newe pasi ndoSpenter mari yese Kana kukuda iri mhosva ndopika maYears Uri type inoita kuti ndifunge kuti ndakatakura pasi rese Wakosha waita kuti ndiende mberi neVerse Ndingatorwara zuva rega rega ukaita nurse Pauri handisi lazy Forward ever no reverse Dzamara wazoti yes Iwewe ndiwe Major inini Lazer Pawangobudikira wakonzeresa miridzo Veduwee vakafa hapana chavakaona Kupenya kudai wakazoreiko Veduwee vakafa hapana chavakaona Hona body structure, hona step yacho Veduwee vakafa hapana chavakaona Watora moyo yema Gallis vese vakungokutarisa Veduwee vakafa hapana chavakaona Hona wavhiringidza pfungwa dzevanhu Pawadarika wabata action yevanhu Varume vese pano vakukupa chishanu Handina chandichafunga chibuda mupfungwa dzangu Waimbenge urikupi pese, ini zvangu Pakati pangu nevamwe vasikana pava nemuganhu Mi go give ya anything you want, anything you want Ndochiwana Ndochitsvaga ndikakupa, aewa imbondinzwa Ndipe mukana Mi go give ya anything you want, anything you want Ndochiwana Ndochitsvaga ndikakupa, aewa imbondinzwa Ndipe mukana Pawadarika wakonzeresa ruzha Hona varume vese varikuzhamba Vatsva moyo vatadza kuzvibata Wakanyanya, mhamha Pawangobudikira wakonzeresa miridzo Veduwee vakafa hapana chavakaona Ko kupenya kudai wakazoreiko Veduwee vakafa hapana chavakaona Hona body structure, hona step yachoo Veduwee vakafa hapana chavakaona Watora moyo yema Gallis, vese vakungokutarisa Veduwee vakafa hapana chavakaona Veduwee vakafa hapana chavakaona Veduwee vakafa hapana chavakaona Veduwee vakafa hapana chavakaona Veduwee vakafa hapana chavakaona
Writer(s): Jordan Link Mangwiro, Emegy Chizanga Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out