Müzik Videosu

Winky D - Bob Marley Funeral (Official Audio)
{artistName} adlı sanatçının {trackName} müzik videosunu izle

Krediler

PERFORMING ARTISTS
Winky D
Winky D
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Wallace Chirumiko
Wallace Chirumiko
Songwriter

Şarkı sözleri

Ndosaka ndakanzi Biggie Man (Biggie Man) Chingoma ichi chiri big mhani (big mhani) Kubva kune ini Di Big one Ndini ndega usabvunze kuti which one? (Which one?) Ga-ga Gafa, chi-Extraterrestial Gafa futi (Gafa futi) Ndiri big fanike Bob Marley funeral Skiri reChampions League, tabata UEFA final Pattern genuine leather, kwete vhainari Ndochinja pattern se-weather ini, annually Gafa racheneserwa nzira, saka why worry? Vavengi vangu moda vadii, nhai Mwari? Chistaira changu ndeche million, Paco Rabanne Ndini ndiri kutyisa sendakatakura gun Vada ku-sizer Gafa ndabva ndatsapfura one Ndoita yandinoda, kumangoma hakuna ban Ndicho chiBill Gates chemangoma (Gafa) Ndo-real zheti remangoma (Gafa) Huya kwatino perfoma (Gafa) Ndava kuseri seboma (Gafa) Dance ranzwa nekufa, ndini ndorimutsa kunge Razaro Vokwira BP, "Sei Gafa radaro" Pandinobura CD kwese mafaro Igwe chiB.I.G. bvunza baba Sharo Ndiri big fanike Bob Marley funeral Skiri reChampions League, tabata UEFA final Pattern genuine leather, kwete vhainari Ndochinja pattern se-weather ini, annually Gafa racheneserwa nzira, saka why worry? Vavengi vangu moda vadii, nhai Mwari? Voti, "Ndisu tiri kunetsa", ndoti, "Ipi town?" Ga-ga-ga-ga gara pasi, sit down Wotaura zvehu-King, ndeipi crown? Chokwadi Gafa moriziya mese, deep down Ndicho chiBill Gates chemangoma (Gafa) Ndo-real zheti remangoma (Gafa) Huya kwatino-perfomer (Gafa) Ndava kuseri seboma (Gafa) Crown yangu maGafa Haimbobva mumusoro iyi seya Miss Malaika Kungonyora kuti Gafa pa-Facebook Wanikwe hobho maMiss a-liker Ndiri big fanike Bob Marley funeral Skiri reChampions League, tabata UEFA final Pattern genuine leather, kwete vhainari Ndochinja pattern se-weather ini, annually Gafa racheneserwa nzira, saka why worry? Vavengi vangu moda vadii, nhai Mwari? Chistaira changu ndeche million, Paco Rabanne Ndini ndiri kutyisa sendakatakura gun Vada ku-sizer Gafa ndabva ndatsapfura one Ndoita yandinoda, kumangoma hakuna ban Ndicho chiBill Gates chemangoma (Gafa) Ndo-real zheti remangoma (Gafa) Huya kwatino-perfomer (Gafa) Ndava kuseri seboma (Gafa) Dance ranzwa nekufa, ndini ndorimutsa kunge Razaro Vokwira BP, "Sei Gafa radaro?" Pandinobura CD kwese mafaro Igwe chiB.I.G. bvunza baba Sharo Ndiri big fanike Bob Marley funeral Skiri reChampions League, tabata UEFA final Pattern genuine leather, kwete vhainari Ndochinja pattern se-weather ini, annually Gafa racheneserwa nzira, saka why worry? Vavengi vangu moda vadii, nhai Mwari? Chi-Extreterrestrial Gafa futi
Writer(s): Wallace Chirumiko Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out