Şarkı sözleri

Hello hello hello Hello my ex Kurisei ikoko Zvawafona ah Kwakanaka here Kurisei ikoko Ndati hello my ex Kurisei ikoko Zvawafona ah Kwakanaka here? Ndingakubatsira neiko? Ndakanzwa kuti wakachata Ndafona kuti nditi makorokoto baba mwana Asi musakanganwe mwana wedu Haachaenda kuchikoro Ndakanzwa kuti wakachata Ndinoti makorokoto Asi usakanganwe mwana wedu Haaachaenda kuchikoro Hapana chaakatadza mwana Ngaasafire kukonana kwedu Ngatimuchengete Ngatimuriritire Dakara akura Hapana chaakatadza mwana Ngaasafire kukonana kwedu Ngatimuchengete ngatimuriritire Dakara akura Ko ane bhutsu here? Aiwa haana Ko ane shangu here? Aiwa haana Ko kana juzi muchando muno? Aiwa kwete Ngatiite serious Izvi zvinoera Zvinoshamisa Zvinotyisa Zvinonyadzisa I can do better Sure surely better I have to take care of my child Hello hello hello Hello my ex Kurisei ikoko Kwakaoma kani kwakaoma Zvawafona kwakanaka here Kurisei ikoko Hakuna chiriko hakuna Hapana chaakatadza mwana Ngaasafire kukonana kwedu Ngatimuchengete Ngatimuriritire Dakara akura Hapana chaakatadza mwana Ngaasafire kukonana kwedu Ngatimuchengete Ngatimuriritire Dakara akura
Writer(s): Gift Kalonga Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out