album cover
Why Worry
5.999
Afro-Beat
Why Worry adlı parça {albumName} albümünün bir parçası olarak Painful Ent tarafından 24 Eylül 2025 tarihinde yayınlandıWhy Worry - Single
album cover
Çıkış Tarihi24 Eylül 2025
FirmaPainful Ent
Melodiklik
Akustiklik
Valence
Dans Edilebilirlik
Enerji
BPM89

Şarkı sözleri

Handirambe kuti kare ndaibhaiza
Nyaya hobho dzemababy andakasaiza
Handiku blame pandokuona uchindigaira
Zvimafaira
Zvakandiwandira ndaka realizer
Pese pando buda
Zvese zvinouya
Mupfungwa dzako
Ndozviona uchinetsekana
Ndakasiya kudhara madhiri aya
Usandifananidze nemaface aya
Pandobuda
Zvese Zvinouya
Mupfungwa dzako
Ndozviona uchinetsekana
Ndakasiya kudhara madhiri aya
Usandifananidze nemaface aya
Nemaface aya
Nyaya dzekudhara dzaka expire
Huya kwandiri timbovaka ziku empire
Saka why worry
Usaware
Why worry
Usaware
Ngatifocuse nezvimwe
Kwete kutsvaga zvekare
Yea
Don't worry
Usaware
Saka why worry
Usaware
Why worry
Usaware
Ngatifocuse nezvimwe
Kwete kutsvaga zvekare
Yea
Don't worry
Usaware
Zvagara zviriko
Wese anoona book
Anojudger ne cover ragara riripo
But kunzi ndada mumwe it's impossible
Ndopindwa nechando kunge +44 ukandisiya
Inzwa inini
Mastreets haana plan
Inzwa inini
Kuyanana kurinani
Zvema heartbreak hadzisi nyaya dziri funny
Dzakasungisa vamwe kujeri nengetani
Vanongofona fona
Past kuita sona sona
Neni
Kuramba ichidzoka
Negative energy ndozama ku blocker
Vanongofona fona
Past kuita sona sona
Neni
Kuramba ichidzoka
Negative energy ndozama ku blocker
Pese pando buda
Zvese zvinouya
Mupfungwa dzako
Ndozviona uchinetsekana
Ndakasiya kudhara madhiri aya
Usandifananidze nemaface aya
Pandobuda
Zvese Zvinouya
Mupfungwa dzako
Ndozviona uchinetsekana
Ndakasiya kudhara madhiri aya
Usandifananidze nemaface aya
Nemaface aya
Nyaya dzekudhara dzaka expire
Huya kwandiri timbovaka ziku empire
Saka why worry
Usaware
Why worry
Usaware
Usaware
Written by: Nkosilathi Sibiya
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...